NHAU DZEMUNO

7 years ago | December 23, 2016

Mwana wekufirwa odzingwa pamba

Trymore Muvhawa— MUKOMANA wekuDomboshava anoti babamukuru vake vari kumudzinga pamusha paakasiiwa ari nababa vake, ...

‘Aya ndiwo mashura’

NYANZVI mune zvechivanhu dzinoti zvinoshura kuti mwana azvarwe aine mazino kana mimwe mitezo yemuviri isingaenderani ...

Akadashurwa nemudzimai

HARAHWA ine makore 60 ekuzvarwa, iyo yakarikitwa kurohwa nanyachide wayo mushure mekunge vatadza kunzwisisana, ...

Mombe dzofa kuMasvingo

ZVIPFUYO zvevarimi vekuBuhera, nekuMasvingo zvatarisana nedambudziko rakafanana – mafuro ava mashoma izvo zvava ...

Kudhakwa seshiri yakafira mumvura

URI kumhanyira kunonwa paKirisimasi kunge mombe yanga yafa nenyota yave kusvika parukova. Mombe yanga yafa nenyota ...

Zvinoitika: Dr Manangazira

MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere kubazi rezveutano nekurerwa kwevana (director of epidemiology and disease ...

Vana vakaitirwa mabiko

ZVAKAKOSHA kuti veruzhinji vacherechedze kodzero dzevanhu vakaremara mitezo pamwe nekusavasarura. Mashoko aya akataurwa ...

Oti mukadzi ndiye akauraisa mwana

Trymore Muvhawa— MURUME wekuenda kudare achida kupihwa mvumo yekugara nevana vake akadya magaka mambishi achiti ...

‘Ndakarohwa nemukuwasha’

MUKUWASHA anonzi akazvindikita ambuya vake apo ainge arambidzwa kutora mwana wake nechisimba uyo wavakatanga kuchengeta ...

7 years ago | December 16, 2016

Tezvara, muroora ‘mwaaa’

‘Tave kutopengesana moto’ ‘Zvekunyarana zvatokapera’ MURUME wekuChiweshe apengesana murudo nemuroora wake — mukadzi ...

Akazvara chuma nepfumo

. . . ambogeza nababa vake vose vari musvo MUKADZI wechidiki wemuHarare anoti akaita mimba ndokuzobara chuma chaive ...

‘Handirambwe nemukadzi ini’

 ‘Vangu madzimai ndinopfuhwira’ IMWE n’anga yekuChipinge inoti kana pari pamishonga yekupfuhwira – zvose vakadzi ...

Mwana akanyikwa mumafuta aikwata

Trymore Muvhawa— MURUME wekuendeswa kudare neaimbova mudzimai wake achida mvumo yekugara nevana vavo akatsika ...

Pfambi dzopfeka magemenzi

Mapupu akakecha ‘mupositori’ VAKADZI vanoita mabasa echipfambi mudhorobha reChiredzi vave kukwezva varume nekufamba ...

Vasimudzwa nemagetsi endove

Vakatenga motokari shanu nemombe ‘Tinongoitawo setigere mudhorobha’ KUSHANDISA ndove yemombe mukugadzira magetsi ...

Aya makunakuna: Charumbira

MUKURU wekanzuru yemadzimambo nemadzishe munyika, Mambo Fortune Charumbira, vanoti zviri kuitwa naVaShepherd Gemu ...

Harare ichavhara mvura

KANZURU yeguta reHarare iri kuzivisa veruzhinji kuti muzinda mukuru unochenesa mvura, weMorton Jaffray Water Treatment ...

Mainini nzeve kwachu

Tafadzwa Mutsotso— BOTSO repabarika rakasvika pakuti mukadzi nyachide adamburwe nzeve navahosi apo vairwira ...

‘Vanhukadzi zivai kodzero dzenyu’

ZVAKAKOSHA kuti vanhukadzi vave neruzivo ruzere pamusoro pekodzero dzavo sezvo vamwe vari kumbunyikidzwa nenzira ...

Vakarova ‘small-house’ nechamboko chewaya

Trymore Muvhawa— PANE mukadzi akarikitwa nechamboko chewaya nemumwe mudzimai uyo aibatsirwa nevana vake apo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey