Nhau Dzeutano

7 years ago | December 29, 2016

Vopihwa sanitary pads pachena

Tafadzwa Mutsotso— SANGANO rinobatsira nherera nevanoshaya, reZiMwana World Wide, riri kusimudzira utano ...

7 years ago | December 23, 2016

Delta yakapa varwere 12 000 kgs dzenyama

KAMBANI yeDelta Beverages svondo rapera yakapa rubatsiro rwenyama inosvika 6 140kg kuchipatara cheHarare Central ...

Vhenekwai gomarara nenguva: Hurumende

MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere kubazi reutano nekurerwa kwevana (Director of Epidemiology and Disease ...

7 years ago | December 16, 2016

Vechidiki vakapa ropa

CHIKWATA chevechidiki vakazvipira kupa ropa rekubatsira varwere muzvipatara, chePledge 25 Club, nguva yadarika chakapa ...

‘Ndaisaziva kuti ndiyo cancer’

MUDZIMAI wekuWaterfalls, muHarare, ari kutsvaga rubatsiro rwemari inodarika $5 000 yekuti arapwe gomarara repazamu iro ...

Gomarara ravashungurudza

‘Ndamirira kufa hangu’ MUDZIMAI wechidiki wekwaNyashanu, kuBuhera, ayaura negomarara repazamu iro rapararira nemuhapwa, ...

7 years ago | December 9, 2016

Africaid yorwisa HIV

SANGANO reAfricaid, kuburikidza nechirongwa cheZvandiri, riri kuita mabasa ekurwisa kupararira kweutachiona hweHIV kune ...

Zvimbuzi zveUnilever zvichabatsira 700 000

KAMBANI yeUnilever Zimbabwe inoti chinangwa chayo ndechekusimudzira zveutano munyika kuburikidza nekuvaka zvimbuzi.

7 years ago | November 25, 2016

Ziva nezvemalaria

MALARIA chirwere chinotapuriranwa kubva kune munhu anacho chichienda kune mumwe kuburikidza nekurumwa nehumhutu.

Ziva nezvemalaria

MALARIA chirwere chinotapuriranwa kubva kune munhu anacho chichienda kune mumwe kuburikidza nekurumwa nehumhutu.

Rasa ma‘pamper’zvine utsanana

MURUME wekuEpworth akatanga chirongwa chekukurudzira veruzhinji nzira dzakanaka dzekurasa ma”pamper” kana kuti ...

7 years ago | November 18, 2016

‘Handina kukirosa red robot . . .’

‘Ndatambura Negomarara’ MURUME anozivikanwa nekuva mumwe wevanhu vekutanga kubuda pachena panyaya dzekurarama ...

Nzeve yobatsira vasinganzwi

SANGANO rakazvimirira reNzeve Deaf Children’s Centre riri kuSakubva, kwaMutare, riri kubatsira vechidiki vanove matsi ...

7 years ago | November 11, 2016

Unilever yovandudza zvimbuzi mumaguta

KAMBANI yeUnilever Zimbabwe, iyo inogadzira mishonga yekushambidza zvimbuzi yakaita seDomestos, yakabatsira vagari ...

Wag yoshanda neParamende

SANGANO reWomen’s Action Group (WAG) riri kushanda nenhengo dzedare reParamende mukurwisa nyaya dzemhirizhonga pamwe ...

7 years ago | November 4, 2016

Vanorarama neHIV votsvaga rubatsiro

CHIKWATA chemadzimai anorarama neutachiona hweHIV neAIDS kuNyanga chiri kutsvaga rubatsiro rwemapombi ekudiridzisa minda ...

Zimpapers yorwisa gomarara

KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers, neMugovera uno ichaita chirongwa chekufamba chinodaidzwa kuti ...

8 years ago | October 28, 2016

Batsirai mwana Munenyasha

AMAI vekwaNgorima, kuChimanimani, vari kutsvaga rubatsiro rwemari inosvika US$700 yekuti mwana wavo avhiiwe (oparesheni) ...

8 years ago | October 21, 2016

Nac yodzidzisa vana kuzvibata

SANGANO reNational AIDS Council of Zimbabwe (NAC) rinoti chirongwa charo chemuzvikoro chekukurudzira vanasikana kuti ...

8 years ago | October 14, 2016

Ongororo yezvirwere zvisisadaire mishonga

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakatanga chirongwa chekuita tsvakiridzo yehudzamu hwezvirwere zviri kuramba kurapika ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey