NHAU DZEVARIMI

7 years ago | February 17, 2017

Fao yorwisa fall armyworm

Muchaneta Chimuka — SANGANO reFood and Agricultural Organisation (FAO) rorwisa kupararira kwemakonye emhando ...

‘Gadzirai macompost’

Kingstone Mapupu — VARIMI vokurudzirwa kuti vagadzire manyowa ekuisa muminda nemumapindu avo nenzira dziri nyore ...

7 years ago | February 10, 2017

Zim yotarisira goho guru

Muchaneta Chimuka — GURUKOTA rezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro, Dr Joseph Made, vanoti chibage chakadyarwa ...

‘Kupfuya matoki kwaane mari’

Kingstone Mapupu — SANGANO rinomirira varimi reZimbabwe Commercial Farmers Union (ZCFU) rinoti zvakakokosha kuti ...

7 years ago | February 3, 2017

NeMoneyMaker unokohwa pakuru

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeBlagefields Marketing (Pvt) Ltd — iyo inogadzira michina yemadiridziro yeMoneyMaker ...

‘Kupfuya tsuro kune pundutso’

Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira varimi vanopfuya tsuro nembira munyika reRabit Producers Association of Zimbabwe ...

7 years ago | January 27, 2017

Zvinogoneka chete neSeed Co

Simba Gotosa— ITARISIRO yedu sekambani yenyu yeSeed Co kuti pari zvino murimi wese akatodyara zvirimwa zvaanga ...

Zvirwere zvezvipfuyo zvorwiswa

HURUMENDE iri kukurudzira varimi kuti vatore matanho akakodzera ekudzivirira zvipfuwo zvavo kuzvirwere zvakasiyana, ...

Fodya yakakanganiswa nemvura

KAMBANI yeTobbacco Industry Marketing Board (TIMB) inoti mvura yanga ichinaya nguva yadarika yakakanganisa zvikuru ...

7 years ago | January 20, 2017

Kurima sugar beans

Philip Matombo— TINOKUKWAZISAI varimi nomufaro mwaka wegore rino uchidai kunakidza sezvo mvura iri kunaya zvirimwa ...

Varimi mumaguta votarisira goho guru

VARIMI vemumaguta vanoti vari kutarisira kubura goho guru mwaka uno kana vachienzanisa nemwaka wadarika zvichitevera ...

Kohwai mvura: ZCFU

VARIMI vari kukurudzirwa kuti vange vachikohwa mvura kuburikidza nenzira dzakasiyana dzakadai sekuchengetedza mvura ...

7 years ago | January 13, 2017

Mamiriro echibage pari nhasi

Charles Munyoro— TINOKUTENDAI varimi nekukwanisa kudyara zvirimwa zvenyu zveZhizha nenguva. Gore rino mvura iri ...

‘Ivai neruzivo rwemashandisirwo emishonga’

SANGANO reZimbabwe Commercial Farmers Union (ZCFU) rokurudzira varimi kuti vave neruzivo rwakazara rwemashandisirwo ...

Fodya yotengeswa neE-marketing

GADZIRIRO dzemwaka wekutengeswa kwefodya wa2017 dzave padanho repamusoro panguva iyo kambani yeTobacco Industry and ...

7 years ago | January 6, 2017

Kuvandudza goho nekusakura mbeu

Simba Gotosa— MBESA dzechibage nesoya beans zvirimwa zvinorimwa nguva imwe chete yemwaka dziri mumaraini ...

‘Tinokohwa pakuru neCommand Agriculture’

VAMWE varimi vari kubatsirwa pasi pechirongwa chekupihwa zvekushandisa neHurumende cheCommand Agriculture vanoti vane ...

Ngwarirai makonye: ZFU

SANGANO rinomirira varimi munyika reZimbabwe Farmers Union (ZFU) royambira kuti vangwarire dambudziko remakonye netumwe ...

7 years ago | December 29, 2016

Kurima Sugar beans neSeed Co

Philip Matombo— TINOKUKWAZISAI nomufaro varimi vose. Tasanganazve vhiki rino pabandiko redu reSeed Co MUDHUMENI ...

Zvirimwa, misha zvakaparadzwa nedutu

SANGANO reZimbabwe Commercial Farmers Union (ZCFU) rinoti zvakakosha kuti varimi vagare vakanyoresa zvirimwa nemisha ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey