NHAU DZEVARIMI

7 years ago | April 28, 2017

Nyaya yaMatovanyika

MUDZIMAI wangu paakauya pano, nzvimbo ino yakange riri sango chairo.  Takatumidza nzvimbo ino zita rekuti Matovanyika ...

Kuchengetedza zvasara pakurima

. . .Zvinhu zvasarira ngazvibatwe zvakanaka nguva dzose Ivan Craig — KURIMA ibhizinisi nekudaro tinofanira ...

7 years ago | April 21, 2017

Zvakasangana nemurimi wefodya

Yvonne Mutava — MURIMI ane mukurumbira – VaMadyavanhu Odman (47) – vakatanga kurima fodya mugore ...

Gadziriro yekukohwa

Ivan Craig — KURIMA kunorwadza zvikuru, asi kunozonyaradzwa nemari inenge yawanikwa kubva mukutengesa zvinenge ...

7 years ago | April 14, 2017

‘Ticharamba tichitsigira varimi’

Malven Mugadzikwa — MUNYORI mukuru mubazi rezvekurima nekuvandudzwa kwemishina yemadiridziro, VaRingson Chitsiko, ...

Army Fall Worm yorwiswa

Daphne Machiri — VARIMI vari kuyambirwa kuti vasashandisa mishonga yavanogadzirira vega mukurwisa zvirwere ...

AgriSeeds yakabura mbeu itsva

Muchaneta Chimuka — KAMBANI inouchika mbeu yeAgriSeeds yakabura mbeu itsva dzezvirimwa zvakasiyana iyo inonderana ...

7 years ago | April 7, 2017

Boka yorerutsira varimi vefodya

Kingstone Mapupu — KAMBANI huru inotengesa fodya munyika muno yeBoka Tobacco Auction Floors (BTF) inoti varimi ...

7 years ago | March 31, 2017

Voshura mare nekurima

‘Tinotarisira 10t chibage nemamwe 2 enzungu’ Kingstone Mapupu — VARIMI vari kukurudzirwa kukohwa mvura zhinji ...

buse yosimudzira zvidzidzo zvekurima

Abel Ndooka — CHIKORO chepamusoro cheBindura University of Science Education chiri kuBindura chosimbaradza ...

Madiridziro eMoneyMaker opinda muGuruve

Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeBlagefields Marketing (Pvt) Ltd iyo inogadzira pamwe nekutengesa michina ...

‘Rimai mbesa diki’

Muchaneta Chimuka — MAMBO Chipuriro – VaClever Chipuriro – vekuGuruve, kuMashonaland Central ...

7 years ago | March 24, 2017

bfp yosimudzira varimi

Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeBest Fruit Processors (BFP), iyo iri kuNorton uye inoshanda iri pasi peSchweppes ...

‘Madiridziro ngaashande zvizere’

Kingstone Mapupu — MUMIRIRI weMudzi North mudare reNational Assembly — Cde Newton Kachepa — vokurudzira varimi ...

Shandisai mishonga inouraya sora: Seed Co

Malven Mugadzikwa — KAMBANI huru ine mukurumbira wekuuchika mbeu munyika muno yeSeed Co inoti zvakakosha kuti ...

7 years ago | March 17, 2017

‘Siyanai nechikiribidi’

Kingstone Mapupu KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board yoyambira varimi kuti vasiyane netsika yekuita ...

Ngwarirai matsotsi: zrp

Muchaneta Chimuka — VARIMI vokurudzirwa kuti vangwarire makoronyera pamwe nematsotsi zvichitevera kuvhurwa ...

7 years ago | March 3, 2017

Rimai fodya nemazvo: Timb

Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board yokurudzira varimi kuti vatevedzera zvose ...

Gadziriro dzekurima gorosi dzoitwa

Kingstone Mapupu — SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoti gadziriro dzekurima gorosi remuchando dzave ...

7 years ago | February 24, 2017

‘Tengai michina yemadiridziro’

Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeBlagefields Marketing (Pvt) Ltd — iyo inogadzira michina yemadiridziro yeMoneyMaker ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey