NHAU DZEVARIMI

7 years ago | December 29, 2016

Kurima Sugar beans neSeed Co

Philip Matombo— TINOKUKWAZISAI nomufaro varimi vose. Tasanganazve vhiki rino pabandiko redu reSeed Co MUDHUMENI ...

Zvirimwa, misha zvakaparadzwa nedutu

SANGANO reZimbabwe Commercial Farmers Union (ZCFU) rinoti zvakakosha kuti varimi vagare vakanyoresa zvirimwa nemisha ...

Fodya yekutanga yokohwewa

VARIMI vefodya vakarima mumera wekutanga  vakatotanga kare kukohwa nekupisa vachiisa mumabhero uye vamwe vacho vanonzi ...

7 years ago | December 23, 2016

Soya beans: Gwenzi remari

Philip Matombo— TINOKUKWAZISAI nemufaro varimi pachirongwa cheMudhumeni Mukuru. Svondo rino tichakurukura ...

‘Vanotengesa mbeu yemukoto ngavasungwe’

KOMITI yedare reParamende inoona nezvekurima inoti iri kushushikana zvikuru nemakoronyera ari kutengesa mbeu yemanyepo ...

Cottco yopa varimi US$1,1 miriyoni

KAMBANI yeCottco Zimbabwe yakakwanisa kuunganidza mari inosvika US$1,1 miriyoni yekuti inge ichitunzvaidza varimi ...

7 years ago | December 16, 2016

Kurima mapfunde neSeed Co

Charles Munyoro— MAPFUNDE chirimwa chinotivirira mukushomeka kana kushaikwa kwemvura nekupisa kwezuva zvakanyaya. ...

Zvirwere zvinobata huku

BAZI rinoona nezvekuchengetedzwa kwezvipfuyo, reVeterinary Services Department, rinoyambira varimi vanopfuya huku ...

7 years ago | December 9, 2016

Hochekoche yeDrip Irrigation

Nhoroondo: NZVIMBO dzinosiwanisa veruzhinji mvura yepasi dzakadai sematsime, nzizi kana madhamu dziri kuramba dzichioma ...

Zvinoderedza goho: Chikamu ii

Simba Gotosa ZIMBABWE inyika ine upfumi hwakasimbirira mukurima saka taona zvakakosha kuti hurukuro yekukwiridzira goho ...

7 years ago | December 1, 2016

Kurima sugar beans neSeed Co

Philip Matombo TINOKUKWAZISAI nomufaro varimi vose. Tasanganazve vhiki rino pabandiko redu reSeed Co MUDHUMENI MUKURU ...

Torai kurima sebhizimisi: Zimondi

Trymore Muvhawa COMMISSIONER-GENERAL of Prisons and Correctional Services Paradzai Zimondi vanoti zvakakosha kuti ...

7 years ago | November 25, 2016

Mudzimai hurudza otunzvaidzwa

MUDZIMAI wekuSanyati uyo akakunda vamwe varimi vose mumakwikwi eHarare Agricultural Show egore rino okurudzira vamwe ...

‘MoneyMaker yorerutsa ndima’

VARIMI vazhinji kumativi mana enyika parizvino vari mushishi yekurima nekudyara mbesa dzakasiyana zvichitevera kuturuka ...

Mudzimai hurudza otunzvaidzwa

Trymore Muvhawa MUDZIMAI wekuSanyati uyo akakunda vamwe varimi vose mumakwikwi eHarare Agricultural Show egore rino ...

Kurima Soya beans neSeed Co

Philip Matombo MAKADINI varimi kumativi mana enyika? Tinokugamuchirai pachirongwa chamunounzirwa neSeed Co, cheMudhumeni ...

7 years ago | November 18, 2016

Maonero emwaka wekurima

naSimba Gotosa MUCHIKAMU chino nezvinotevera, isu veSeed Co tinoramba tichikupai muono wedu wemwaka nezvatinotarisira ...

‘NeMoneyMaker unodzinga nzara’

MUDZIMAI nemurume vanove varimi vekwaSabhuku Murimbi kwaMambo Seke vokurudzira vamwe kuti vasangochema-chema nekusanaya ...

Varimi vefodya vowanda

SANGANO reTobacco Industry and Marketing Board (TIMB) rinoti varimi vanyoresa kurima fodya mwaka uno kusvika  parizvino ...

7 years ago | November 11, 2016

Kurima chibage muZhizha neSeed Co

Philip Matombo KURIMA nderimwe remabhizimisi riri kupa pundutso kumhuri dzakawanda munyika yeZimbabwe. Chikafu ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey