Ziva

27 May, 2016 - 00:05 0 Views

Kwayedza

MUFANANIDZO wesvondo rapera unoti nhundurwa. Nhundurwa kamuti kanobereka vana vakada kufanana nemudomasi. Kufanana nevana vemadomasi, vana venhundurwa vanenge vaine ruvara rwegreen kana vasati vakura kana kuibva. Kana vaibva vanoita ruvara rweyellow. Nhundurwa hadzidyiwe nekuti dzinovava zvikuru. Dzimwe dzemhinduro dzevaverengi ndeidzi:

Nhundurwa. – Godo Marlon.

Inhundurwa. – Everlyn Bainos.

Nhundurwa. – 0784 127 546.

Inhundurwa. – Blessing Madombwe, Budaz.

Kamunhundurwa. – Lindah, Domboshava.

Munhundurwa. – B. Gore.

Kamunhundurwa. – Onismo Chihoro, Newlands.

Munhundurwa. – Simba Tamangani, Bindura.

Inhundurwa. – Jame Hungwe, Murehwa.

Inhundurwa. – Macdonald Musiringofa, Budiriro 5B.

Munhundurwa. – Petronella Nyandoro.

Kamunhundurwa. – 0777 829 147.

Munhundurwa. – B.C, Gutu.

Kamunhundurwa . – 0778 575 861.

Munhundurwa. – 0777 474 940, Chrirtian Madiro.

Kamunhundurwa. – Kana Jauma, Trelawney.

Kamunhundurwa. – Lisania Nyika.

Nhundurwa. – 0782 630 432.

Inhundurwa. – William C, Concession.

Kamunhundurwa. – 0776 159 001.

Kamunhundurwa. – Robert James, Goromonzi.

Nhundurwa. – J. Murombo Headlands.

Kamunhunduru. – 0717 900 530.

Munengeni. – 0734 392 143.

Kamunhundurwa. – 0718 771 083.

Nhundurwa. – Emmanuel Manhando, Redcliffe.

Kamunhundurwa. – Mai Two, Harare.

Kamunhundurwa. – Livingstone Manatsa, Eastview, Harare.

Kamunhundurwa. – Mai Nduna, Unit D, Chi-town.

* * *

Unoziva here kuti buri riri pamuti iro rinonzi chii? Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007. Onai mhinduro svondo rinouya.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey