Bhora mutambo

0

Vaverengi, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weLiverpol neManchester City uriko neSvondo kuAnfield uchapera sei.  Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi pamusoro pemutambo weEmirates Cup waiveko nemusi weSvondo wadarika pakati peArsenal neNottingham Forest, kuEmirates.

Owen Mukanya, Ushewekunze, Harare –

Arsenal 2 Nottingham Forest 0.

0775 154 151 – Arsenal 3 Nottingham Forest 1.

Pardon Mateka – Arsenal 3 Nottingham 0.

Lloyd Mazengula – Arsenal 4 Nottingham 0.

Charles Muganhu – Arsenal 4 Nottingham 0.

J Maula, Damofalls – Arsenal 2 Nottingham 1.

Share.

About Author