
naKingstone Mapupu
IMI amwene kana kuti tezvara imbofungai izvi: Mwanakomana wenyu mukuru James auya nemukadzi wake — muroora wenyu mutsva.
Muroora uyu akapfeka mudhebhe we“pink” wejira rinopeny’erera, mhete dzirimo munzeve uye mabhenguru muhuro nemumawoko haasi enhamo. Mumusoro akapendekera nguwani yechikadzi asi vhudzi riri kuonekera nemakagumira nguwani, iro zimhunho rakati pwasharara seraiye James, mucherechedzo wemazamhu pachipfuva hapana, asi ane mazimhasuru sezvinonzi anosimudza masimb...
Read more...

naKingstone Mapupu
MAHWEKE nemuroyi mukiriniki pakati peusiku!
Uku kungaite kunge kurota asi ndizvo chaizvo zvakaita pane imwe kiriniki iri kwaMashayamombe, kuMhondoro.
Mumwe mudzimai anonzi akasvikirwa neshave rekuroya ikazove batai-batai apo aida “kudya” mwana mucheche akanga achangobva mukuzvarwa pamwe chete naamai vake.
Mudzimai wechikuru uyu anonzi akaonekwa achifunhidza kasvava kakanga kachangobva kusunungukwa apo chiso chake chakanga shasanduka kuita sechemhuka.
Mashura aya akaitika p...
Read more...

naJoyleen Madangombe
MUDZIMAI wekuChitungwiza wekubatwa neshungu dzakadarikidza dzekuda bonde, anonzi akazosvika pakubata muramu wake chibharo ndokumutapurira chirwere cheshuramatongo izvo zvakaita kuti adhonzerwe kudare reChitungwiza Magistrates’ Courts.
Read more...