Uncategorized

NDIRI murume ane makore 31

12 Sep, 2014 - 09:09 0 Views

Kwayedza

NDIRI murume ane makore 31 nemwana mumwe ndinotsvakawo mudzimai ane makore 30 zvichidzika ane vana kana asina. Ari pachokwadi chekumisa musha ngaafone kana kutumira sms pa0783 932 981.
****
Ndiri murume ane makore 28 ndinotsvakawo mukadzi anoda zvemba ane makore 18 – 26 ane mwana 1 kana 2. Vanoda zvemba ndibatei pa0779 208 509 kana kutumira sms.
****
Ndiri murume ane makore 46 nevanasikana vaviri, HIV positive uye ndinotsvaga mukadzi ane makore 25 kusvika 37 wokuroora ane mwana mumwe kana asina, anoda kugara nevana vangu. Anotya Mwari anoda kuzogara kuMasvingo ngaandibate pa0716 494 229.
****
Makadii? Ini ndine makore 39 nemwana mumwe, ndiri HIV positive uye ndinodawo murume ane makore 39 kusvika 40 anondiroora anoda zvemba. Ane zvaanoita muhupenyu ngaandibate pa0715 997 293.
****
Ini ndiri murume ane makore 50 ndiri kutsvakawo mudzimai wokuroora akavimbika anoda zvekuvaka musha. Zvizhinji tinozokurukura, ndinobatika paWhatsApp pa0773 752 832.
****
Ndiri murimi  ndinodawo mukadzi anoda zvemusha wekuroora ane makore 18 kusvika pa33, mukobvu, munaku, mutendi uye anoziva rudo aine mwana mumwe kana vaviri. Ndine makore 46 nevana 2, vanoda ndibatei nekukasika pa0714 230 775.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 41, HIV positive uye ndinotsvagawo murume ane makore 40 zvichikwira ari positive seni. Ndinoda akafirwa kana asina mukadzi zvachose, ane vana vake nekuti ini ndine vanguwo. Angave anorima pamusha, papurazi kana kuti ane zvaanoita muhupenyu hwake. Matsotsi kwete, vari pachokwadi fonai pa0735 085 343.
****
Ndiri mukadzi wechidiki ane makore 21 ndiri kutsvagawo murume wekuroorwa naye ane makore 25 kusvika 35. Andifarira ngaandibate pa0713 875 086.
****
Ini ndiri mudzimai ane makore 32 nevana vatatu ndinotsvagawo murume ane makore 38 kusvika 50. Macall me back nesms kwete. Munondibata pa0771 508 176 asi vanotamba kwete.
****
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinoda musikana akasimba asina basa nemari anoda zverudo chete anogara muHarare. Ndibatei kana paWhatsApp pa0776 242 073, vari pachokwadi chete.
****
Ini ndiri mudzimai ane makore 45 HIV positive uye ndinotsvakawo murume wekushamwaridzana naye asina mudzimai zvekare ari HIV+. Ngaave anodawo kunamata asinganwi hwahwa ane makore 49 zvichikwira. Ndibatei pa0027 847 351 667.
****
Ndiri mukadzi ane makore 42, ndiri positive uye ndiri kutsvaga murume ari zvandiri ane makore 44-50. Vari kuda zvemba fonai pa0779 132 605.
****
Ndiri murume ane makore 27 ndinotsvakawo mukadzi anoda imba mutete kana ane mwana mumwe. Nhare dzangu 0716 366 274.
Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvakawo musikana ane makore 18-22 chero mukadzi ane mwana 1 asina chirwere. Ngaafone kana kutumira sms panhare dzinoti 0783 366 026.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37 ndinodawo mudzimai ane mwana wake asina chirwere ane makore 30 kusvika. Ndibatei pa0733 478 321.
****
Ndiri murume ane makore 41 nevana 2 ndinotsvaga mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ndiri paWhatsApp nhamba dzangu 0027 787 571 357.
****
Ndiri mukadzi ane makore 34, HIV positive uye ndinodawo murume ari positive. Ndiri kuGweru vandifarira ndibatei pa0771 325 024.
****
Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana 2 ndiri kudawo murume ane makore 35 – 45 ari pachokwadi uye asina mukadzi. Nhare dzangu 0771 428 790.
****
Ndiri murume ane makore 40 ndinotsvaga mukadzi wekuroora anoda zvemusha ari positive seni anoziva nhamo. Ngaandibate pa0774 472 100.
****
Ndiri mukadzi ane makore 23 nevana 2 ndinoda murume anoshanda ari HIV negative. Andifarira ngaandibate pa0715 646 328.
****
Ndiri musikana ane makore 28 ndinoda mukomana kwete murume anotya Mwari ane zvaanoita muhupenyu achifarira kudzidza. Fonai pa0737 811 684.
****
Ndine makore 24 nemwana mumwe ndiri kutsvagawo murume asina chirwere ane makore 30 – 35. Ndinoshanda kuMsasa, vanoda ndibatei pa0733 840 319.
****
Ndiri musikana ane makore 18 ndiri kutsvaka mukomana ane makore ane makore 28 – 30 anoda kuroora asi vakaroora kwete. Vanoda nezvangu ndibatei pa0783 191 758.    ****
Ndiri murume ane makore 26 ndinotsvagawo mudzimai wekushamwaridzana naye ndanzwa nekushungurudzwa nevamwe. Ndinoda ane mazirudo, ndibatei kana kutumira sms pa0738 135 037.
****
Ndinoda kuti mundishambadzewo veduwe-e, ndinoda musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 21 anopinda chechi yeAFM. Anondibata pa0783 564 471 kana paWhatsApp, vanotamba chimbomirai. Ndatenda hangu.
****
Ini ndiri murume ane makore 30 ndinoda musikana ane makore 20 zvichikwira kana ane mwana wake, aine rudo anotambira rugare nekushaya zvese. Ndinobatika pa0773 926 886 asi macall me back kwete.
****
Ini ndiri mukadzi ane makore 24 ndiri kutsvakawo murume anoda zvekuroora asina mukadzi ane makore 36 anosevenza nokuti ini ndinosevenzawo, asina chirwere. Vanoda ndibatei pa0783 749 373.
****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 48 nevana 3, ndinoenda kubasa uye  ndiri kutsvakawo murume ane makore 50 kusvika 60. Ndiri kuda murume asina mudzimai, anotya Mwari anogona kutsvaka mari. Ndibatei kana paWhatsApp pa0782 709 135.
****
Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18-20, HIV negative, akanaka, ane tsika uye ane chikoro. Ndinobatika pa0776 777 993.
****
Ini ndiri mudzimai ane makore 33 ndinodawo murume ari HIV positive asi aine hutano hwakanaka nokuti ini ndine hutano chaizvo handitaridzike. Handina mwana, ndinodawo ane makore 40  – 45 ari pachokwadi chekuroora anoda kuvaka musha neni. Ndakambonyorera kuchirongwa chino saka ndinoti kune vose vakambofona panhamba dzangu ndapota hangu musafone henyu. Vari pachokwadi ngavafone pa0777 439 120.
****
Ndiri mudzimai ane makore 36 nemwana mumwe chete, ndiri HIV negative uye ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 38 kusvika 48, anoshanda. Vanenge vandifarira vanondibata pa0734 010 844 asi vanoda zvekutamba nevarume vakawana kare kwete musafona henyu. Macall me back kwete zvakare.
****
Ndiri musikana ane makore 23 ndinotsvagawo mukomana ane makore 24 kusvika 28. Ndiri HIV negative, ndiri mudzidzisi weECD uye ndinoda munhu ari pachokwadi. Varume vevanhu pfambi kwete, vamwe ndibatei pa0714 716 260.
****
Vaimbofona panhamba idzi 0733 667 657 chiregai rudo rwandaitsvaka ndakaruwana. Ndinotenda veTishamwaridzane.
****
Ndiri murume ane makore 43 nevana 3, ndinoita basa remawoko uye ndiri HIV-. Ndinotsvaga mukadzi wekuroora, nhamba dzangu 0773 198 938.
****
Ndiri murume ane makore 31 nemwana mumwe ndinotsvakawo mudzimai ane makore 30 zvichidzika ane vana kana asina. Ari pachokwadi chekumisa musha ngaafone kana kutumira sms pa0783 932 981.        ****
Ndiri mukadzi ane makore 42 nemwana mumwe ndinodawo murume wekuwanana naye ane mwana 1 kana 2, ndakafirwawo. Ndinoshanda saka ndinodawo anoshanda ane mazirudo akawandisa echokwadi. Ndakasununguka kunoongororwa ropa, ndinoda anoda zvemvura uye mucheno, ane rudo nevana vose, asina mukadzi wake. Ngaave nemakore anotangira pa43 kusvika pa50. Zvimwe tozotaura zvedu, andifarira ngaandibate pa0714 504 748. Ndingafara ndikawanawo anoda nezvangu.
****
Ndiri murume ane makore 44 ndiri kutsvaka musikana kana mukadzi ane makore ari pasi peangu. Ngaave anoshanda akanaka, nhare dzangu 0777 702 000.
****
Ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane makore 18 kusvika 35 anogara kuKwekwe/Chegutu, ndiri mukomana ane makore 22. Ndibatei pa0774 830 704.
****
Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 21 – 26 ari pachokwadi,  anoshanda uye ane rudo. Anoda ngaandibate pa0774 547 478.
****
Makadii zvenyu? Ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 – 20. Nhare dzangu 0716 397 893.
****
Ini ndiri mukomana akaremara ane makore 29 ndiri kutsvaga musikana ane makore 19 kusvika 26 anogutsikana nehurema hwangu. Kubhipa kwete,  anoda zvekumisa imba kwete mari ngaandibate pa0715 999 376.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>