Bhora mutambo

10 May, 2019 - 00:05 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peYadah Stars neDynamos nemusi weSvondo kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei?

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko svondo rapera pakati peDynamos neZPC Kariba, kuRufaro Stadium.

Mumutambo uyu, DeMbare yakahwinha 1 – 0.

0773 872 537 – Dynamos 1 ZPC Kariba 2.

Charles Toga, Chegutu – Dynamo DeMbare 2 ZPC Kariba 0.

0777 089 719 – Mutambo pakati peDynamos neZPC Kariba uchapera seizvi Dynamos 2 ZPC Kariba 0.

0777 711 739 – ZPC Kariba 3 Dynamos 0.

Elisha Marowa, Kuwadzana Phase 3, Harare –  Bhora mutambo: Dynamos 2 ZPC Kariba 1.

Chido Josiah – Dynamos 2 ZPC Kariba 1.

0776 145 115 – Dynamos 1 ZPC Kariba 2.

Phil Belgravia – Dynamos 1 ZPC Kariba 2.

0779 550 495 – Dynamos 0 ZPC Kariba 3.

0778 423 781 – Dynamos 2 ZPC Kariba 1.

Brighton Marovanyanga, Dema – Dynamos 2 ZPC Kariba 1.

Fungayi Maroodza – Dynamos 0 ZPC Kariba 3.

Michael Muzembi – Dynamos 1 ZPC Kariba 1.

Rarupiwa Benzi, paHopley – Dynamos 2 ZPC 1.

Moses Mkozho – DeMbare 2 ZPC 1.

Charles Dzwara paGazebo, East View, Hre – Dynamos 0 ZPC Kariba 1.

Baba Vita, paChuru Farm – Dynamos 0 Kariba 2.

Walter Dehwa Mapute – DeMbare 2 Kariba 1.

Share This:

Sponsored Links