Bhora mutambo

28 Jun, 2019 - 00:06 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weAfrica Cup of Nations (Afcon) uripo pakati peZimbabwe neDemocratic Republic of Congo nemusi weSvondo, kuEgypt uchapera sei?

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weAfcon waiveko nemusi weChishanu chadarika pakati pechikwata chenyika chemaWarriors neEgypt kunhandare yeCairo International Stadium, kuEgypt.

Mumutambo uyu, Egypt yakahwinha 1 – 0.

Taurai Mapedzeh – Warriors 0 Egypt 2.

0773 234 613 – Egypt 0 Warriors 0.

Tendai Nyikadzawanda – Egypt 1 Zimbabwe 2.

Clayton Dhewa Makundika, Chi-town – Egypt 0 Zimbabwe 1.

Last Makumbe – Egypt 3 Zimbabwe 1.

Felix Maruta, Ngezi – Egypt 2 Zimbabwe 2.

Gerry Tafie, Dangamvura, Mutare – Egypt 2 Zimbabwe 0.

Owen Marenga – Egypt 1 Zim Warriors 1.

Ndonzi Forbes Matuku, kuMbare – Egypt 2 Zimbabwe 0.

Ephraim Mashanu, Mutare Chigodora – Zimbabwe 3 Egypt 1.

Trymore Makura, St Mary’s, Chi-town – Egypt 2 Zim 2.

0733 718 953 – Egypt 1 Zimbabwe 0.

Ndini Precious Sakaja ndiri muno muHarare – Egypt 1 Zim 0.

Jasper Mushati, paChitungwiza – Zimbabwe 1 Egypt 1.

Trinity Majuru, Zhenje, Seke – Egypt 2 Zim 2.

0773 503 901 – Egypt 2 Zimbabwe 1.

Ndini Gloria Sakaja, ndiri kuChi-town – Egypt 2 Zim 0.

Douglas Chigondo paChisipite – Egypt 1 Zimbabwe 0.

Romiyo Jakobo, Mukodzongi School, Chiweshe – Egypt 0 Zim 1.

Cosam Dzingirayi Nee Chifamba, Gutu Mpandawana – Zim 2 Egypt 0.

0774 061 919 – Zimbabwe 2 Egypt 1.

Tendai Patsika from Epworth – Egypt 2 Zimbabwe 0.

0773 284 221 – Kkk Zim 2 Egypt 1.

Ndini Tendai Mutungi Egypt 1 Zimbabwe 1.

Serengende Ba Lee, Hopley – MaWarriors 1 Egypt 0, Go Warriors Go!

Fredy Mushanga, Norton – Egypt 3 Zimbabwe 1.

David Amisi, Mufakose – Zimbabwe 2 Egypt 1.

Chrispen Mhofu Musarurwa, Guruve – Zimbabwe Warriors 2 Egypt Pharoahs 1.

Freddie John, Manyame Park – Zimbabwe 2 Egypt 1.

Maravanyika Jennet, Magunje – Mutambo uri pakati pemaWarriors neEgypt uchapera kudai: Egypt 2 Zim 1.

John Mafara, Wedza – Egypt 0 Zimbabwe 1.

Tinashe, 0779 255 712 – Zimbabwe 1 Egypt 3.

  1. Machisa – MaWarriors 1 Egypt 0 .

Luwisi paNyatsime – Egypt 2 Zimbabwe 1.

Kenias Pawandiwa, Budiriro 5A, Harare – Egypt 2 Zimbabwe 1.

0784 680 040 – 1-0 in favour of Zimbabwe.

Fortune Mawunga in Harare – Zim 2 Egypt 1.

0773 543 897 – Egypt 3 Zimbabwe 0.

Oliver Maredza, Sotisource, Gutu – Egypt 0 Zim 1.

Baiscor Wellaz Chingwende, Ushewekunze – Zimbabwe 2 Egypt 1.

Miriam Kadzima, Budiriro – Egypt 3 Warriors 1.

Elvis Matongorera from Glenwood Park, Harare – Zim 2 Egypt 2.

Ndini Rather Kamunda Egypt iri kuhwinha 3 Zimbabwe 1.

Innocent Tachiona (baKupa) paWarren Park D – Warriors 2 Egypt 1.

Aldyn Jim, Kariba – Mutambo uchapera uri Zimbabwe 1 Egypt 0.

Letwn Sambo, Budiriro 2 – Zimbabwe 5 Egypt 1.

Kudakwashe Munyedza, Harare – Egypt 0 Zimbabwe 1.

Michael Muzembi, Masvingo – Warriors 1 Egypt 1.

Tyson Dubeh, kuWarren Park D – Zimbabwe 2 Egypt 1.

Baba Blessed paEpaz – Zimbabwe 2 Egypt 1.

0715 780 827 – Zimbabwe 2 Egypt 1.

Charles Marata, Star Extion, Stapleford – Egypt 4 Zimbabwe 1.

Tumani Munyamana, Chi-town – Zimbabwe 0 Egypt 0.

Silent Journey, Domboshava – Zimbabwe 2 Egypt 2.

 

Share This:

Sponsored Links