Bob Nyabinde ashaya

23 Dec, 2023 - 22:12 0 Views
Bob Nyabinde ashaya Bob Nyabinde

Kwayedza

Abel Ndooka

MUIMBI ane mukurumbira — Bob “Headmaster” Nyabinde — ashaya.

Nyabinde ashaya nhasi mushure mekunge arwara kwenguva refu.

Nyabinde anozivikanwa zvikuru nenziyo dzakaita mukurumbira dzinosanganisira Chabuda Hapana uye Pane Nyaya.

Zvakawanda zviri kutevera.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>