Muchaneta Chimuka — SANGANO reTraffic Safety Council of Zimbabwe (TSCZ) riri kupa chenjedzo kuvana vechikoro ...
Ticha Danga — MISHONGA yose yotowana muzvipatara mazuva ano inobva mumakwenzi ari mumatunhu atinogara kunyanya ...
VARI kumaruwa, kana vanoshanya kumaruwa, yasvika nguva yemajakwara, nguva yemukombe wehwomusungwa kana ...
Munyaradzi Gunduza — MHENENGURO yekudyidzana kwemusoro webhuku nerungano: Musoro webhuku iri unotsigirwa nevatambi ...
Munyaradzi Gunduza — 11. Tsanangura zvidzidzo zvishanu zvawakawana maererano nezvechirwere cheshuramatongo muna ...
Munyaradzi Gunduza — Hunhubu hunoitwa naCindy hunoita kuti ave mukadzi anoshoreka.
HURUMENDE inoti yakatanga chirongwa chemushandirapamwe nemakanzuru nedonzvo rekuwanisa varairidzi dzimba.
Munyaradzi Gunduza — 9. TSANANGURA shanduko inoitika pamusha paVaTigere kubva panotizira Tandiwe muna Dare ...
Ticha Danga — ICHOKWADI kuti tiri zvatiri nekuda kwezvatinodya zuva nezuva. Vamwe tiri ndonda vamwe vari ...
Muchaneta Chimuka KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers – iyo inodhinda mapepanhau anosanganisira Kwayedza ...
Malven Mugadzikwa — VABEREKI vokurudzirwa kuti vadhadhare mari dzevana dzechikoro nenguva sezvo kunonoka ...
Daphne Machiri — MUKURU wedzidzo kudunhu reMashonaland West, VaSylvester Mashayamombe, vanoti zvakakosha kuti vana ...
7. VATAMBI vazhinji vari muna Dare Retariro havana ruzivo pamusoro pechirwere cheshuramatongo. Tsigira pfungwa iyi ...
Ticha Danga — NHAURWA yekudya nekunwa ndiyo inovaka munhu. Kushingaira kunoitwa mumatunhu nemumadhorobha ...
Munyaradzi Gunduza . KUPERA kunoita basa raRuvengo kunoita kuti azove rovha otanga kuchengetwa naCindy.
naIgnatius Mabasa — NHAI ndimbokubvunzawo. Iwe umbori waani chaizvo? Handisi kureva vabereki vako vakakuzvara ...
3. NDEAPI matambudziko mashanu anoshungurudza Tandiwe muupenyu hwake muna Dare Retariro? Tsigira mhinduro yako zvizere. [25]
Munyaradzi Gunduza — MADINGINDIRA anobuda mumutambo uyu:-
Ticha Danga — “MUWEWE wemupeni wakanzi vhovhono ndokubva wanzi tindindi napahudyu pavaMandinenera. VaMandigona ...
Daphne Machiri — SANGANO rinosimudzira zvidzidzo zvezvigadzirwa zvesainzi muzvikoro, reZimbabwe Science Fair ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey