Ticha Danga — ICHOKWADI kuti tiri zvatiri nekuda kwezvatinodya zuva nezuva. Vamwe tiri ndonda vamwe vari ...
Muchaneta Chimuka KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers – iyo inodhinda mapepanhau anosanganisira Kwayedza ...
Malven Mugadzikwa — VABEREKI vokurudzirwa kuti vadhadhare mari dzevana dzechikoro nenguva sezvo kunonoka ...
Daphne Machiri — MUKURU wedzidzo kudunhu reMashonaland West, VaSylvester Mashayamombe, vanoti zvakakosha kuti vana ...
7. VATAMBI vazhinji vari muna Dare Retariro havana ruzivo pamusoro pechirwere cheshuramatongo. Tsigira pfungwa iyi ...
Ticha Danga — NHAURWA yekudya nekunwa ndiyo inovaka munhu. Kushingaira kunoitwa mumatunhu nemumadhorobha ...
Munyaradzi Gunduza . KUPERA kunoita basa raRuvengo kunoita kuti azove rovha otanga kuchengetwa naCindy.
naIgnatius Mabasa — NHAI ndimbokubvunzawo. Iwe umbori waani chaizvo? Handisi kureva vabereki vako vakakuzvara ...
3. NDEAPI matambudziko mashanu anoshungurudza Tandiwe muupenyu hwake muna Dare Retariro? Tsigira mhinduro yako zvizere. [25]
Munyaradzi Gunduza — MADINGINDIRA anobuda mumutambo uyu:-
VANA zvavakavhura zvikoro svondo rapfuura tati tidzoke zvakare kunyaya yatakaparura masvondo apfuura – nyaya ...
Ticha Danga — “MUWEWE wemupeni wakanzi vhovhono ndokubva wanzi tindindi napahudyu pavaMandinenera. VaMandigona ...
Daphne Machiri — SANGANO rinosimudzira zvidzidzo zvezvigadzirwa zvesainzi muzvikoro, reZimbabwe Science Fair ...
Munyaradzi Gunduza — 1. MUSORO webhuku wekuti Dare Retariro unowirirana zvakadii nezviitiko zviri munyaya? Tsigira ...
Munyaradzi Gunduza — SVONDO rino tinoenderera mberi nekupedzisa musoro webhuku nenyaya.
Ticha Danga — “ZVIRO kwazvo ndakange ndaibopa nekumuswe ndakaita zvekuzvinzwira pamuviri tsvimbo yarova dapi. ...
Munyaradzi Gunduza — UYU mutambo wakanyorwa uri mururimi rwechiShona naBright Chimedza Mashayamombe ndokutsikiswa ...
Ticha Danga — “SARURA wako kadeyadeya ane ndoro chena, wangu mutsvuku kadeyadeya ane ndoro chena, asina zvimbi ...
VABEREKI vanorwarira kuti vana vavo vagone kutaura chiRungu bedzi mutauro waamai uripo musavape mhosva. Uyewo, regai ...
Munyaradzi Gunduza — ZVEKUITA: 1. Ndeipi pfungwa huru inobuda muna Pfuma Ndeyamaoko? Tsigira mafungiro ako ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey