NHAU DZEMITAMBO

8 years ago | January 8, 2016

CUMA yosimudzira vechidiki

CHAMANGWIZA werimwe boka rinosimudzira nhabvu yevechidiki – CUMA Football Academy – Herbert Manyowa anoti ...

Mourinho ozvitemba

JOSE Mourinho ari pazororo kuBrazil uye anozvitemba kuti achawana rimwe basa nekuti murairidzi wepamusoro-soro, ...

Man U yorambira naFellaini

MANCHESTER United inoda kuchengetedza Marouane Fellaini kuOld Trafford parizvino uye yakaramba kutaura nezvikwata ...

8 years ago | January 1, 2016

Edzai otaura sezvazviri . . . ‘P S L haina vatambi vakakwenenzverwa’

NHENGO yeZIFA, Edzai Kasinauyo – uyo akambonetsa mumutambo wenhabvu – anoti vatambi vazhinji vanotambira ...

Vatambi vetsiva vakadadisa

VATAMBI vetsiva vaviri vanoti Kudakwashe ‘Take Money’ Chiwandire naNicola Mutonhora vakahwina mitambo yavo kuMalawi ...

8 years ago | December 25, 2015

Handikundikane: Mawiwi

MURAIRIDZI wechikwata cheDSTV Rangers, Bigboy Mawiwi, anoti anotenda Mwari nekuda kwechipo chaanacho chekuti chikwata ...

Mufundisi odzoka mukarate

SHASHA yemutambo wekarate, Sensei Tawanda Mufundisi, anoti ari kutarisira kuti kutanga kwegore ra2016 ange ave ...

Mahrez odiwa nezvikwata

ZVICHITEVERA kutanga mwaka mutsva wePremier League vachipisa semoto, mutambi weLeicester City — Riyad Mahrez — ari ...

Chikwata chichatora Mourinho chinenge chapinda : Mesut Ozil

MUTAMBI weArsenal, Mesut Ozil, anoti akashamisika zvikuru kunzwa kuti Jose Mourinho akadzingwa basa ndokuti chikwata ...

Aldo ngaapihwewo mumwe mukana wekurwira mabhande aakatorerwa

JON Jones anofunga kuti Jose Aldo ane kodzero yekuti arwire mabhande ake aakatorerwa naConor McGregor apo chizvarwa ...

8 years ago | December 18, 2015

Musadhakwe: Pasuwa…‘Hautambirwe bhora nezvinodhaka’

Malven Mugadzikwa MURAIRIDZI wechikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors, Callisto Pasuwa, anoti vatambi vanofanira ...

Ndichaita wekutanga kukunda Joshua: Chisora

DERECK Chisora anoti anogona kuita mutambi wetsiva wekutanga kukunda Anthony Joshua kana vatambi vaviri ava vakanzi ...

Zvikwata zvepsl zvakanwisa ka502

Abel Ndooka ZVIKWATA zvose zvaikwikwidza mumutambo weCastle Lager Premier Soccer League uchangobva kupera zvakanwisa ...

Mwedzi mitatu kuti Rousey apore

RONDA Rousey akabuda pachena kuti anogona kupedza mwedzi mitanhatu kuti apore zvichitevera kukuvara kwaakaita mumuviri ...

Gadziriro dzechan dzotanga muno

Abel Ndooka CHIKWATA chenhabvu chenyika chemaWarriors chakapinda mukembi svondo rino umo chakatanga kuita gadziriro ...

8 years ago | December 10, 2015

TARENDA RIZERE: PETER‘. . . asi mari yauraya nhabvu’

PETER Ndlovu — muchinda wekumbonetsa munhabvu achitambira Highlanders, chikwata chenyika chemaWarriors, nezvimwe ...

Mourinho ngaasadzingwa: Ferguson

SIR Alex Ferguson anoti Chelsea inenge yakanganisa zvikuru kana ikadzinga Jose Mourinho basa uyo waakati mumwe ...

2016 psl ndeyedu: Harare City

GORE rino zvikwata zviviri zvinoti Chicken Inn FC neHarare City FC zvakaratidza kuti zvimwe zviri kusimukira zvinogonawo ...

8 years ago | December 4, 2015

Chakachaya paBabourfields…Highlanders, Dynamos ...

Abel Ndooka KUCHANGE kusingadanwe anonzwa nemusi weSvondo kuBabourfields Stadium, kuBulawayo, apo pachatambwa mitambo ...

Hutungamiri hweZifa hwosarudzwa

Abel Ndooka MAZISO evatsigiri vose venhabvu svondo rino achange akaiswa pasarudzo dzichaitwa nemusi weMugovera muHarare ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey