NHAU DZEMITAMBO

8 years ago | February 12, 2016

Handina daka naBenzema: Valbuena

MATHIEU Valbuena anoti haana dambudziko kana akanzi atambe muchikwata chimwe chete naKarim Benzema vachitambira nyika ...

Gadziriro dzemutambo weshasha dzoitwa

GADZIRIRO dzemutambo weZimbabwe Soccer Legends neAfrican Soccer Legends dzakatanga svondo radarika kuRimuka Stadium, ...

West Ham yorambira naPayet

SLAVEN Bilic akabvuma kuti West Ham inogona kupa Dimitri Payet kondirakiti itsva yakavandudzwa kuti arambe ari ...

Allegri angangorairidza Chelsea

AIMBOVE maneja waMassimiliano Allegri – Giovanni Galeone – anoti chizvarwa chekuItaly ichi ndicho chichave ...

Northern Region yotsvaga vakotsveri

SACHIGARO weNorthern Region Division One, Willard Manyengavana, anoti vari muhurukuro nechimwe chikwata chekuSouth ...

8 years ago | February 4, 2016

Takanyadzisa: Zvirekwi . . . ‘Taidawo kudzoka nemukombe’

HARDLIFE Zvirekwi, uyo aitungamirira chikwata chemaWarriors kumakwikwi eAfrican Nations Championship (CHAN) ayo ari ...

‘Mitemo yetsiva inoda kuvandudzwa’

SANGANO reZimbabwe Boxers Association of Zimbabwe rakakurudzira bhodhi idzva richagadzwa reZimbabwe Boxing Board of ...

8 years ago | January 29, 2016

MaWarriors siyai juju: Muporofita

KUKUNDWA kwakaitwa chikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors mumakwikwi eAfrican Nations Championship (CHAN) ayo ari ...

Mighty Warriors orumbidzwa

CHIKWATA chenhabvu chenyika chemadzimai chemaMighty Warriors chakarumbidzwa nenziyo nemumwe muimbi ari kusimukira ...

Vakadzidza paP.E vovakisa jurahoro

RIMWE boka revakadzidza paPrince Edward School, muHarare rePrince Edward Old Boys Association rakaronga mitambo yeSoccer ...

8 years ago | January 22, 2016

Zvinoda vechidiki: Raphael Phiri

SHASHA yenhabvu yakambotambira maWarriors neRio Tinto – Raphael Phiri – ari mubati wepagedhi anoti mutambo ...

Malajila orondwa matsimba

MUTAMBI wenhabvu wechidiki ari kusimukira, Obert Malajila (17), uyo anove munin’ina waCuthbert Malajila mutambi ...

Gadziriro dzemujaho wewiricheya dzotanga

SHANGWITI dzemujaho wewiricheya dzechikwata cheZimbabwe Wheelchair and Hand Cycling Association dzakatanga gadziriro ...

8 years ago | January 15, 2016

Tinoda mukombe: Chiyangwa

MUTUNGAMIRIRI wesangano reZimbabwe Football Association, Phillip Chiyangwa, svondo rino akakurudzira nyika yose kuti ...

Shasha dzenhabvu dzorangarirwa

SHASHA dzakaita mukurumbira munhabvu munyika ino nemuAfrica dzicharangarirwa nemutambo uyo uchaona dzimwe shangwiti ...

KuBarcelona ndokwangu: Messi

LIONEL Messi anoti haasi kuzofa akatambira nhabvu muPremier League uye hupenyu hwake hwese acharamba achitambira ...

8 years ago | January 8, 2016

Sungai dzisimbe: Katsande

KAPUTENI wechikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors, Willard Katsande, akakurudzira vatambi vese vachanokwikwidza ...

CUMA yosimudzira vechidiki

CHAMANGWIZA werimwe boka rinosimudzira nhabvu yevechidiki – CUMA Football Academy – Herbert Manyowa anoti ...

Mourinho ozvitemba

JOSE Mourinho ari pazororo kuBrazil uye anozvitemba kuti achawana rimwe basa nekuti murairidzi wepamusoro-soro, ...

Man U yorambira naFellaini

MANCHESTER United inoda kuchengetedza Marouane Fellaini kuOld Trafford parizvino uye yakaramba kutaura nezvikwata ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey