NHAU DZEMITAMBO

8 years ago | December 4, 2015

Fury huya tirwe zvakare: Klitschko

WLADIMIR Klitschko anoti achashandisa mukana waanawo kuti arwe zvakare naTyson Fury kwete kusendeka mutambo ...

Mancini achaedza kutenga Ivanovic

ROBERTO Mancini anonzi achaedza kutenga Branislav Ivanovic kuti agouye kuzotambira Inter Milan uye nekumupa kondirakiti ...

Mamiriro epsl log

CLUB P W D L F A PTS CHICKEN INN F.C. 30 18 7 5 45 23 61 DYNAMOS F.C. 30 15 12 3 36 20 57 FC PLATINUM 30 15 10 5 52 23 ...

‘Koscienly achange apora svondo rino’

ARSENAL inovimba kuti Laurent Koscielny achange apora svondo rino kuti azotambe mumutambo wavo neSunderland. Chizvarwa ...

Szczesny ari panguva yakaoma kuRoma

MUBATI wepagedhi weArsenal, Wojciech Szczesny, ari panguva yakaoma kuRoma uko kwaari kutambira nechikwereti zvichitevera ...

8 years ago | November 27, 2015

PSL: SHASHA DZACHO

CHICKEN Inn ingakwanise here kuchengetedza mukombe weCastle Lager Premier Soccer League uyo wayakabvutira Dynamos ...

Zvimbokoma zvobaka paChi-town

ACHANGE ari makuwerere nemusi weMugovera paSt Mary’s Hall kuChitungwiza uko vatambi 40 vari kusimukira mumutambo wetsiva ...

8 years ago | November 20, 2015

‘ZIFA INODA TAKAVADA’

MURAIRIDZI wechikwata cheChicken Inn, Joey “Mafero” Antipas, anoti nhabvu yemuno inobudirira bedzi kana ikatungamirirwa ...

Ngezi Platinum shasha yeNorthern Region

MITAMBO yenhabvu yeNorthern Region Division One yasvika kwamvura yacheka makumbo svondo rino apo zvikwata zvese ...

8 years ago | November 13, 2015

‘UNZAI NIGERIA, GHANA’…Muzongondi oti Zim ngaigadzirire ...

Abel Ndooka MUKURU wevatambi vechikwata chenhabvu chevanhukadzi chenyika (captain), cheMighty Warriors, shasha Felistas ...

Shasha dzetsiva dzorangarirwa

Abel Ndooka SHASHA dzakambonetsa mumutambo wetsiva kare dzinoti Arigoma ‘Mayero’ Chiponda, Alfonso ‘Mosquito’ Zvenyika, ...

Ronaldo akapotsa atengwa

CRISTIANO Ronaldo akapotsa nepadiki atengwa neArsenal pamwe neLiverpool zvakare – apo aive asati atengwa neManchester ...

Cazorla akaburitswa mumutambo weArsenal

SANTI Cazorla akaburitswa mumutambo weArsenal neTottenham Hotspur nekuti ainzwa dzungu, murairidzi wake Arsene Wenger ...

8 years ago | November 6, 2015

MUSAMHANYE: DYNAMOS

Mukombe tinogona kuutora – Muzadzi MUTEVEDZERI wemurairidzi wechikwata chenhabvu cheDynamos FC, Gift “Umbro” Muzadzi ...

Nyakoko osimudzira mutambo wewiricheya

SHASHA yemujaho wewiricheya, Wilson Nyakoko, anoti ari kuita zvidzidzo zvekurairidza mutambo uyu nechinangwa ...

9 years ago | October 30, 2015

MUKOMBE NDEWANI? DeMbare, Harare City zvadzvokora Chibuku

KUNOTSVA demo kuchisara mupinyi neMugovera uno kunhandare yeNational Sports Stadium, muHarare, apo Dynamos FC ...

Zimbabwe yonanga kuBangladesh

CHIKWATA chenyika checricket chemaChevrons chiri kutarisirwa kunanga kuBangladesh svondo rino uko chichanotamba ...

Ngezi Platinum yodongorera mupsl

MURAIRIDZI weNgezi Platinum FC iyo iri kutungamira muNorthern Region Division One League, Kiston Kadurira, okurudzira ...

9 years ago | October 23, 2015

‘Tinonokunda kulesotho’

Abel Ndooka SHASHA dzakamboita mukurumbira dzichitambira chikwata chenhabvu chenyika, chemaWarriors, pamwe nenyanzvi ...

‘Tsigiraiwo tsiva yemadzimai’

Abel Ndooka MUTAMBI wetsiva wechidzimai Kudakwashe Chivandire ari kuchema-chema zvikuru kuti vanhukadzi havazi kuwana ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey