NHAU DZEMITAMBO

9 years ago | May 15, 2015

PSL: SHASHA PAKUKOCHA

Vamwe voti Pasuwa, Rugg naChidzambwa NYANZVI dzinoongorora mutambo wenhabvu svondo rino dzakadoma varairidzi vakaita ...

9 years ago | May 8, 2015

Swanson odzvokora mukombe wechishanu

SHASHA yekutirena mabhiza anokwikwidza mumijaho yakasiyana, Kirk Swanson, anoti ari kugadzirira zvakasimba kuti bhiza ...

‘Torai Pasuwa naChidzambwa’

VAMWE vatsigiri nevaongorori venhabvu vanoti mutambo uyu unogona kusimukira zvikuru kana shasha mbiri dzekurairidza ...

Zim Cricket yonanga Pakistan

CHIKWATA chenyika chemutambo wecricket cheZimbabwe Cricket chiri kutarisirwa kunanga kuPakistan mwedzi uno uko ...

Mata oti mutambo weLiverpool makata

JUAN Mata akabvuma kuti Manchester United inogona kubatwa neLiverpool pakurwira kupinda mutop 4 kana ikaramba ichingokundwa.

Arenel yosimudzira vechidiki

KAMBANI ine mukurumbira pakubika mabhisikiti yeArenel yokurudzira mamwe makambani nemasangano akasiyana kuti vabatane ...

Wenger otenga vatambi kwavo

ARSENE Wenger anoti achaedza kutenga vatambi vemhando yepamusoro mwaka unotevera apo chikwata chake chakakunda cheHull ...

9 years ago | May 1, 2015

warriors: makochi akaita zvinorova

Abel Ndooka KUBVA mugore ra1980 apo Zimbabwe payakawana kuzvitonga kuzere, chikwata chenhabvu chenyika chemaWarriors ...

Makwikwi epool oitwa

Abel Ndooka ACHANGE ari makuwerere svondo rino paLion King Restaraunt, muguta reHarare pachaparurwa ligi reHarare ...

Mapeza ari panguva yakaoma

Abel Ndooka KUNOTSVA demo kuchisara mupinyu svondo rino mumitambo yeCastle Lager Premier Soccer League apo zvikwata ...

‘Vana vose vane matarenda avo’

Malven Mugadzikwa VANA vakaremara mitezo vane kodzero yekuwana dzidzo yakazara pamwe nekupinda munyaya dzemitambo kuti ...

‘Vatambi siyanai nezvinodhaka’

Abel Ndooka VATAMBI verugby nemimwe mitambo yakasiyana vakakurudzirwa kuti vachengetedze miviri yavo uye kuti vasiyane ...

9 years ago | April 23, 2015

Bhora raenda kumarara: Yogi

Abel Ndooka DAVID “Yogi” Mandigora, uyo ari kurairidza  chikwata chikuru chemuno cheDynamos, anoti nhabvu yemakore ano ...

Zvibhakera zveZim neZambia

Abel Ndooka         VATAMBI vetsiva vaviri vemuZimbabwe –  Nicola Mutonhora naTinashe Madziwana –  svondo ...

Cossasa: Team Zim yopinda mukembi

Abel Ndooka CHIKWATA cheZimbabwe chemujaho wekumhanya icho chichanokwikwidza kumutambo weConfederation of Schools Sport ...

Grealish onzi akasununguka

TIM Sherwood anoti Jack Grealish akasununguka kusarudza nyika yaanoda kumiririra mumutambo wenhabvu asi akamukurudzira ...

9 years ago | April 16, 2015

Uhuru Cup: DeMbare 7, Bosso 7

SVONDO rino achange ari makuwerere musi weMugovera kunhandare yeNational Sports Stadium apo pachatambwa fainari ...

‘Tsigirai mutambo wegorofu’

AIMBOVA shasha yemutambo wegorofu, Rodwell Marowa, anoti zvakakosha kuti vakotsveri vatsigire mutambo uyu zvizere ...

Usain Bolt agadzirira

SHANGWITI yemujaho wekumhanya yekuJamaica, Usain Bolt, anoti akapedza kugadzirira makwikwi ariko nguva pfupi inotevera ...

Sterling amire pakaoma

LIVERPOOL inoti ichakurukura naRaheem Sterling mushure mekunge pabuda vhidhiyo yake achitora zvinodhaka zvisingatenderwe ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey