NHAU DZEMITAMBO

9 years ago | June 5, 2015

BHORA PASI: YOGI

‘Ndizvo zvinoita mutambo’ MURAIRIDZI wechikwata chenhabvu cheDynamos, David “Yogi” Mandigora, anoti zviri kuitika ...

Cleverley oita hurukuro

TOM Cleverley ari kuita hurukuro neEverton kuti aende kunotambira chikwata ichi, izvo zvinonzi zvine chiedza zvikuru ...

Zvidzidzo zveSoftball zvoitwa

SANGANO reZimbabwe Softball Federation svondo rino richaita zvidzidzo zvekuvandudza ruzivo rwevarairidzi nevaridzi ...

Pogba ochemerwa nezvikwata

MUTAMBI weJuventus — Paul Pogba — uyo akambotambira Manchester United kare, anoti kusvika mufainari yeChampions League ...

9 years ago | May 29, 2015

Makuwerere eNetball tournament

ACHANGE ari makuwerere svondo rino neChishanu pachikoro cheRakodzi Secondary School kuMarondera kudunhu reMashonaland ...

James DeGale oti akagadzirira

MUTAMBI wetsiva James DeGale anoti akagadzirira kurwa nechero mutambi anorwira muboka resuper-middleweight zvichitevera ...

Choruwa ozvireva . . . ‘Handina daka neDeMbare’

“NDIKATARISA mwana wangu ndinonzwa kurwadziwa zvikuru nekuti aive netarenda raidadisa mumutambo wenhabvu. Asi kukuvara ...

Shasha yeKarate yonorwira menduru

SHASHA yekarate iri kusimukira muboka reUnder-15, Harrison Karizamimba (jnr), ari kutarisirwa kunorwira kuchengetedza ...

Gadziriro dzemaYouth games dzoitwa

GADZIRIRO dzemakwikwi emaNational Youth Games egore rino ayo achaitirwa kwaMutare kudunhu reManicaland nguva pfupi iri ...

Chikwata chebasketball chopinda mukembi

CHIKWATA chenyika chebasketball chichapinda mukembi svondo rino neChishanu apo chichange chichiita gadziriro ...

9 years ago | May 22, 2015

Korfball Under-23 hutu Joni

CHIKWATA cheZimbabwe Korfball chemuboka reUnder-23 chiri mushishi kuita gadziriro dzekuenda kunokwikwidza kumutambo ...

Antipas: Zviri mumhuri

MURAIRIDZI weChicken Inn FC Joey ‘Mafero’ Antipas, uyo anove baba vaQuincy Antipas anotambira chikwata cheHobro IK icho ...

Mourinho oramba kurairidza Real Madrid

MURAIRIDZI weChelsea, Jose Mourinho, anonzi oramba kudzokera kunorairidza Real Madrid, sekutaura kwaGuillem Balague. ...

Zim Karate yotarisira kuenda Joni

CHIKWATA cheZimbabwe Karate Union chiri kutarisirwa kuenda kuSouth Africa svondo rinotevera uko chichanokwikwidza ...

Zvikwata zvokweshana mupsl

KUNENGE kusingadanwe anonzwa svondo rino mumitambo yeCastle Lager Premier Soccer Leagu apo zvikwata zvichange ...

9 years ago | May 15, 2015

Castle Tankard yoitwa

ACHANGE ari makuwerere svondo rino paMashonaland Turf Club apo panonyanya kuzivikanwa sepaBorrowdale Race Course nemusi ...

MaWarriors onanga Joni

CHAMANGWIZA wesangano rinoona nezvenhabvu munyika reZimbabwe Football Association, Jonathan Mashingaidze, anoti chikwata ...

PSL: SHASHA PAKUKOCHA

Vamwe voti Pasuwa, Rugg naChidzambwa NYANZVI dzinoongorora mutambo wenhabvu svondo rino dzakadoma varairidzi vakaita ...

9 years ago | May 8, 2015

Swanson odzvokora mukombe wechishanu

SHASHA yekutirena mabhiza anokwikwidza mumijaho yakasiyana, Kirk Swanson, anoti ari kugadzirira zvakasimba kuti bhiza ...

‘Torai Pasuwa naChidzambwa’

VAMWE vatsigiri nevaongorori venhabvu vanoti mutambo uyu unogona kusimukira zvikuru kana shasha mbiri dzekurairidza ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>