MUTAMBI weManchester City Scott Sinclair anoti achabva kuchikwata ichi kana akasapihwa mukana wakakura wekutamba.
WATFORD yakagadza Oscar Garcia uyo aimbove murairidzi weBrighton and Hove pachigaro chinopisa chekurairidza chikwata ichi.
ANDRES Iniesta haasi kuzokwanisa kutambira nyika yake Spain svondo rino mumutambo yayo neFrance neMacedonia zvichitevera ...
MURAIRIDZI weCAPS United Taurai Mangwiro anoti chikwata chake chinofanirwa kusunga dzisimbe mumitambo yacho yese yasara ...
SANGANO renhabvu reZimbabwe Football Association rinoti mapurisa anofanira kusunga vatsigiri venhabvu vanokonzeresa ...
GURUKOTA rebazi redzidzo yepuraimari nesekondari, Cde Lazarus Dokora, vanoti zvakakosha kuti masangano anoona ...
SANGANO rezvemitambo reSports and Recreation Commission rinoti rine hurongwa hwekuparura chirongwa chitsva chemaDistrict ...
PUROVHINZI yeHarare ndiyo zvakare yakasimudza mukombe kumakwikwi achangobva mukuitwa kuMasvingo emaNational Youth Games.
MURAIRIDZI weGunners FC, iyo iri kukwikwidza muligi reNorthern Region Division One — Kuda Masaraure — anoti minamato ...
ari kuMASVINGO SHASHA yemujaho wekumhanya yevechidiki, Tsitsi Mahachi (19) uyo kusvika parizvino ahwinha menduru ...
CHIKWATA cheZimbabwe Karate Union chichatumira vatambi 9 avo vachanokwikwidza kumutambo weIko Kyokushinakaikan ...
Abel Ndooka VAMWE vevatambi vakambotambira CAPS United vakaita mukurumbira vari kuti vanodawo kupihwa mukana ...
Abel Ndooka CHIKWATA cheZimbabwe Korfball chakahwina menduru yesirivha svondo radarika kumutambo weIFK All African ...
SHASHA yemutambo wenhabvu inotambira chikwata cheReal Madrid, Gareth Bale, oti ari kushuvira kuhwapura mikombe yakawanda ...
MUTAMBI weArsenal, Santi Cazorla, anoti haasi kuzobva kuchikwata ichi achidzokera kunotambira nhabvu yake kuSpain mwaka uno.
Kingstone Mapupu CHIKWATA chebhora cheZvishavane Stars icho chiri muDivision 1 chotsvaga rubatsiro rweUS$10 000 rwekuti ...
Abel Ndooka MUTAMBI wenetball wepachikoro chePamushana High School pamwe nechikwata chenyika cheUnder-17, Sharon ...
Abel Ndooka LIGI reCastle Lager riri kupinda mugiya dzvuku svondo rino apo zvikwata zvizhinji zvichange zvichirwira ...
Abel Ndooka uyo akange ari kuKariba CHIKWATA chePamushana High School chakaita zvinorova svondo radarika apo ...
Abel Ndooka VARAIRIDZI vanodarika 90 vemitambo yakasiyana vanotarisirwa kuungana kuPrince Edward svondo rino uko ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey