NHAU DZEMITAMBO

10 years ago | July 31, 2014

DeMbare yatinyanyira: CAPS

CHIKWATA cheCAPS United chiri kutsutsumwa zvikuru nekuramba chichirikitwa neDynamos FC  mumitambo yePSL zvichitevera ...

Buz yosimudzira tsiva

SANGANO idzva retsiva reBoxers Union of Zimbabwe iro rakavambwa nguva pfupi yadarika rinoti chinangwa charo chikuru ...

10 years ago | July 24, 2014

Caps United ichadya Dynamos rinhi?

MUKURU, mukuru hanga haigare pfunde, aya ndiwo mashoko akataurwa nasachigaro weDynamos FC ‘DeMbare’ — Kenny Mubaiwa — ...

Zengeza 8 yakadadisa

MUMWE mwana wechikoro anodzidza paZengeza 8 Primary School, kuChitungwiza, uyo akanomirira Zimbabwe mumutambo wediscus ...

Makambani ngaatsigire nhabvu: Shamu

GURUKOTA rinoona nezvemishina yekufambiswa kwemashoko neposvo, Cde Webster Shamu, vanoti zvakakosha kuti makambani ...

G-teL yokotsvera nhabvu yevechidiki

KAMBANI inogadzira nharembozha yeG-TeL svondo radarika yakapa mayunifomu enhabvu pamwe nemabhora kuzvikoro zvinomwe ...

10 years ago | July 17, 2014

Chiredzi FC yakapisira: psl

SACHIGARO weCastle Lager Premier Soccer League, Kennedy Ndebele, anoti sangano ravo rakanyorera kuchikwata cheChiredzi ...

Mabhunu ishasha

SHANGWITI yemujaho wemarathon iri kusimukira, Elijah Mabhunu, ndiye akahwina mubairo mukuru svondo radarika pamujaho ...

Woods ari kungoda Open Championships

SHASHA yemutambo wegorofu, Tiger Woods, anoti chinangwa chake chimwe chete kuhwina kumakwikwi eOpen Championships ayo ...

Harare yagadzirira kuenda kunaph

KWAINGE kusingadanwe anonzwa svondo radarika pachikoro cheAlfred Beit kuMarlborough muguta reHarare apo zvikwata zvisere ...

Division One Log Standings

P    W    D    L    F    A    Pts Gunners    15    10    4    1    20    6    34 Bindura United    15    10    3    2   ...

10 years ago | July 11, 2014

Harare Derby: Pakaipa

NZIRA dzose svondo rino dziri kunanga kuNational Sports Stadium uko makara asingaonane emuHarare, Dynamos FC neCAPS ...

Gay adzoka zvine mutinhimira

SHASHA yemujaho wekumhanya, Tyson Gay, adzoka zvine mutinhimira zvichitevera kupedza kwaakaita gore amiswa mutambo uyu ...

Zim A yobandana neAfghanistan

CHIKWATA cheZimbabwe Cricket A svondo rino kutanga musi weSvondo chine basa guru rekubata apo chinotarisirwa kusangana ...

Ndakanyara zvikuru: Sibanda

SACHIGARO wesangano reZimbabwe Women’s Football, Miriam Sibanda, anoti komiti yavo inotarisirwa kugara pasi munguva ...

Chakachaya kuDivision One

HAKUZI kudanwa anonzwa svondo rino kunhandare dzakasiyana munyika uko zvikwata zvenhabvu zvemuDivision zvichange ...

Shasha 500 dzomhanya muTanganda marathon

SHASHA dzemujaho wemarathon dzinosvika 500 svondo rino dziri kunanga kwaMutare uko dzichange dzichikwikwidza mumujaho ...

10 years ago | July 6, 2014

World Cup: Vorima mari nemakumbo

DONZVO remitambo yakaita seWorld Cup, maOlympics  nemimwe inoita kuti vatambi venyika dzakasiyana-siyana vasangane ...

10 years ago | July 5, 2014

Caps yomuka chibhebhenenga

MUTAMBI weCAPS United “Kepe-kepe”, Hardlife Zvirekwi, anoti  vave kuita zvinorova muligi reCastle Lager Premiership izvo ...

10 years ago | July 4, 2014

Chauraya ndiye shasha yePool

MUTAMBI wePool wechikwata cheMudavanhu Best Pool Club, Takunda ‘Kaka’ Chauraya, ndiye akahwina mubairo mukuru pamutambo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>