NHAU DZEMUNO

6 years ago | March 9, 2018

Chokwadi rufu ndimaenzanise!

RUFU ndimadzongonyodze uye rwunoonza ndangariro. Dzimwe nguva tikaona zvinoitwa pafiwa, zvinoita kunge vanhu vanodada ...

Vanhu 10 vakafa nehowa

VANHU gumi vemumhuri imwe chete yekwaSabhuku Makuta, kuMberengwa – vapfumbamwe vacho vari vana – vakafa mushure mekudya ...

6 years ago | March 2, 2018

Makudo ovhima mhondi

Kingstone Mapupu KWAMAMBO Nyamukoho, kuMudzi, kudunhu reMashonaland East, kuri kuitika mashiripiti emakudo anonzi amutsa ...

Mvura yodhiritsa dzimba

Kingstone Mapupu MVURA yakawanda iri kunaya yakonzera kudhirika kwedzimwe dzimba nekuparadza midziyo mumusha weHopley, ...

nyoka yadya vanhu 8‘. . . inoda ropa revanhu’

Kingstone Mapupu VANA vasere vemhuri imwe chete inogara kumindamirefu yeTsunga Village 1, kwaMambo Nyandoro, kwaChihota, ...

Tinoda runyararo: Matangira

Kingstone Mapupu MUMIRIRI weBindura South mudare reNational Assembly, Cde Remigious Matangira, vanoti vanogamuchira ...

Akabviswa sikarudzi nemheni

Kingstone Mapupu MUNYAYA yasiya vagari vekwaChimombe, kuBuhera, vasina neremuromo, chitunha chemukadzi weko uyo akafa ...

Huku ‘dzakachechenya’ mombe

VARIMI vekuBindura South, kuMashonaland Central Province, vari kubatsirikana zvikuru nemabhindauko ekupfuya huku ayo ari ...

Bindura South yokwezva vashanyi

DUNHU reBindura South riri kusimukira munyaya dzebudiriro zvichiteverwa kuvakwa kuri kuitwa dzimba dzevashanyi ...

‘Zvishavane inoda zvimwe zvikoro’

Munyaradzi Doma ari kuZVISHAVANE HURUMENDE iri kukurudzirwa kuti ivake zvimwe zvikoro zvesekondari kuZvishavane ...

Saka maiurayirei nyoka iyoyo?

naIgnatius Mabasa VANHU vatema vanotya, uye kutya kwavo kune chikonzero. Kana Satani akakwanisa kushandisa nyoka ...

6 years ago | February 23, 2018

Muporofita akamonererwa nenyoka yake…Mumota muine tsapo ...

Kingstone Mapupu VARUME vaviri avo vari kufungirwa kuti muporofita enhema vakazorumwa nechekuchera svondo rino — ...

Muroora oparika baba nemwana

Kingstone Mapupu MURUME wekwaNyashanu, kuBuhera, anonzi akabuda pachena kuti ari kudanana moto nemuroora wake izvo ...

Vaverengi vomhanya neKwayedza

Tandayi Motsi BEPANHAU reKwayedza razviita zvakare sezvo riri panhamba yechipiri pakufarirwa nevaverengi munyika yose ...

Misha inogariswa varoyi

Kingstone Mapupu KWAMAMOMBO Makuni, kuRushinga, kunonzi kune nzvimbo kana kuti misha iyo inonzi inogarwa nevamwe vanhu ...

Mapurisa shandai: Matanga

Malven Mugadzikwa MUKURU wemapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP), Commissioner-General Tandabantu Godwin Matanga, ...

Kuchanaya mvura yakawanda: msd

BAZI rinoona nezvemamiriro ekunze, reMeteorological Services Department (MSD), riri kuyambira veruzhinji nezvemvura ...

6 years ago | February 20, 2018

‘ndinogara nenyoka mudumbu’

Kingstone Mapupu MUKADZI wechidiki anogara muHarare asi kumusha achibva kuMasvingo, anoti kwenguva inosvika makore 13, ...

‘gochi-gochi’ yenyama yemazizi

Kingstone Mapupu ZVISINEI nekuti vamwe vanhu havanzwe zvakanaka kuva pedyo nemazizi – kunyanya zvekusvika pakudya nyama ...

Mupfuhwira wenyoka

Ray Bande ari kwaMUTARE MUKADZI wekuPenhalonga, kwaMutare, uyo akaroorwa pabarika remadzimai matatu, anonzi anga ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey