NHAU DZEMUNO

7 years ago | November 3, 2017

Vana 2 vakany’ura mumugodhi

Kingstone Mapupu — VANA vaviri vanove mukoma nemunin’ina vakawira mumugodhi uzere mvura vose ndokufa nemusi ...

‘Hakuna huroyi hunodarika apa’

Kingstone Mapupu — NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti tsvina yemunhu inoshandiswa zvine chekuita nehuroyi. Izvi ...

Muroora navamwene tiba!

Gamuchirai Muzanenhamu — MUDZIMAI wekuendeswa kudare nevaimbova vamwene vake vachiti ari kuvashungurudza anoti ivo ...

7 years ago | October 27, 2017

mudzimai wemuroja mufoni ya’landlord’

. . . asina kana kupfeka Muchaneta Chimuka — MIFANANIDZO yemukadzi weroja ari musvo iyo yakawanikwa munharembozha ...

Ndirwo rudo . . . ‘ndakakambura tsvina yakaitwa namadhamu’

‘. . . ndiko kuti asaite zvikomba’ Kingstone Mapupu — MURUME wekwaSeke ari kudura pasina kana kunyara kuti svondo ...

Sekuru Banda pindirai: Mahwindi

Kingstone Mapupu — N’ANGA yemuHarare — Sekuru Kamwelo Banda — svondo rapera “vakakonzeresa” pachiteshi ...

Rev Chivaviro afunga matongo

Malven Mugadzikwa — MUIMBI wenziyo dzechitendero ane mukurumbira, Reverend Togarepi Chivaviro, anoti ane hurongwa ...

OneMoney yorerutsira veruzhinji

Munyori weKwayedza — KAMBANI yeNetOne iri kurumbidzwa zvikuru nekuunza kwayakaita chirongwa cheOneMoney, icho ...

Delta yoshanda nemayunivhesiti

. . . vogadzira mari kubva mumarara Muchaneta Chimuka — VADZIDZI vekumayunivhesiti akasiyana emuZimbabwe svondo ...

Tsvina yemunhu semupfuhwira

Gibson Mhaka — Mukubuda kwenyaya iyi, zvinonzi Florence Maregere akafunga kuti rudo rwake nemurume wake — Amos ...

Selbourne iri kupemberera

Pauline Matanda — CHIKORO cheSelbourne Routledge, chemuHarare chiri kupemberera kusvitsa kwachaita makore 70 kubva ...

‘Koshesai dzidzo yevana’

Abel Ndooka — VABEREKI vari kukurudzirwa kukoshesa fundo yevana vavo pamwe nekuvarovedzera kuhunhu hunoyemurika ...

Kushumbwa pachiNdau

NDAUWE ndauwe akhiti woye! Tinobvunze thongo redu rekupona. Takumanahe pachirongwa petinosekenyedze mutauro wedu wechiNdau.

Kunyepa, hatina kuzvarwa takangodaro

naIgnatius Mabasa — ICHOKWADI here kuti takazvarwa takangodaro? Takazvarwa takangodaro here tichida zvinhu, tiine ...

65 vakapedza zvidzidzo zvekurima

Muchaneta Chimuka — VADZIDZI 65 vezvekurima – avo 34 vavo vanove vanhurume ne31 vanhukadzi – svondo ...

7 years ago | October 20, 2017

Omera sora, huswa. . . achibuda waya

Cloudy Mombe ari kuKAROI — MASHURA ari kuitika pamusikana wekuMagunje, kuHurungwe anopedza mate mukanwa — anomera ...

Sando kunaMapupu: Zinatha

Muchaneta Chimuka — MUNYORI weKwayedza —Kingstone Mapupu — svondo rapera akatora mubairo mukuru wekugona kunyora ...

Chikwambo chony’udza zvikepe muKariba

Given Siakanoka ari kuKARIBA — VAGARI vekuKariba, kudunhu reMashonaland West, havana neremuromo zvichitevera nyaya ...

‘Ndinonanzvwa maziso nenyoka’

Daphne Machiri — PANE musikana wemuHarare anoti anonanzvwa maziso ake nenyoka ichimuita mukadzi. Yolanda Gadheni ...

Mabhindauko opundutsa vanasikana

Victoria WaIshe — MUSIKANA wechidiki, Sibongile Majaura (14), ari kuita bhindauko guru rekuchengeta huku izvo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey