NHAU DZEMUNO

8 years ago | October 28, 2016

Zvidhoma zvopaza dzimba

Chinotanga chiri chamupupuri Musha wose worira mabhomba IMWE mhuri yemubhuku raGweshe, kwaMambo Chipuriro, kuGuruve, iri ...

Mwari vakazouya: Prophet

 ‘Vakaperekedzwa nengirozi’ ‘Tikadya tose 3kg dzenyama’ MUPOROFITA uye wemuHarare, wekuti akaenda kudenga kaviri ...

Chitunha chakabatira moto

‘. . . chikadyiwa nebere’ VANHU vaiva parufu rwemukadzi aive muporofita ane mukurumbira kunharaunda yeMalen, ...

Chitunha muwodhiropu: Muroyi akadzima ‘radio’

MUKADZI uye wekuEpworth, muHarare, wekuti anoshandisa ruwoko rwemwana mucheche akafa semugwaku wekupakurisa zvekudya uye ...

Anohaira ambuya vake mamonya

Tafadzwa Mutsotso AMBUYA vakaendesa muzukuru wavo kudare vachimupomera mhosva yekuvarova pamwe nekuhaya shamwari dzake ...

Eng Magombo acharemekedzwa

ENGINEER Gloria Sibusisiwe Magombo, avo vanove chamangwiza weZimbabwe Energy Regulatory Authority (ZERA), ndemumwe ...

Ndiri kuona mhuno yesvosve

UNOGASHIRA mameseji mangani eWhatsApp pazuva? Une maGroup mangani anokutumira zvinhu? Kangani kawakambotumirwa ...

Chikwiri: Pro-Vice Chancellor

WOMEN’S University in Africa (WUA) ine mipande yakawanda kwazvo yedzidzo uye mimwe mitsva iri kuburwa senzira ...

Kwayedza yakatambirwa nezinyoka

VATORI venhau veKwayedza nemusi weMugovera wadarika vakachiona apo vakatambirwa  nemukweshwa   wenyoka vachangosvika ...

Otambiswa nhova nemukadzi

Akabuda anodzoka paadiral Osvikopaza magonhi emba Uku osvikondirova chaizvo Trymore Muvhawa MURUME wekuti anogara ...

Votenga mapepa neEcoCash Ta!

VATENGI vemapepanhau anodhindwa nekambani yeZimpapers Group vave kukwanisa kutenga mapepa aya vachishandisa nharembozha ...

‘Anondisvipira mate kumeso’

Tafadzwa Mutsotso MADZIMAI maviri ekuEpworth akamisidzana mudare reHarare Civil Court vachipomerana mhosva ...

Sarudzo dzeNorton: Nguva yekunzvera

KUPERA kwesvondo rapfuura pane sarudzo dzokutsvaga nhengo yeParamende inomirira Norton (by-election), dzakaitwa. ...

WUA icharemekedza Chidyausiku

MUPEPETI wekutanga webepanhau reKwayedza, VaPaul Chidyausiku, neChishanu svondo rino vacharemekedzwa neWomen’s ...

Zvaisava nyore: Prof Sadza

MUZVINAFUNDO Hope Cynthia Bakasa-Sadza, avo vanove muvambi uye Vice-Chancellor weWomen’s University in Africa (WUA) ...

8 years ago | October 21, 2016

‘Ndine chitunha muwodhuropu’

. . . chavakaviga mutumbi wembwa . . . mugwaku chiwoko chemwana . . . ndinosanduka kumbova nyoka MUKADZI wekuEpworth, ...

Vomhoreswa nezvidhoma

VAGARI vekwaMambo Gwesela, kuZhombe, vanonzi vave kugara vachitya nekuda kwezvidhoma nezvimwewo zvinoshandiswa nevaroyi ...

Murume omera mazizamu

. . . ‘Zvangu ndezvekuroyiwa’ MURUME anoshanda kunzvimbo inochengetwa mhuka yeCarolina Wilderness Estates, kuSkyline, ...

Akadirwa mvura yaifashaira . . .

Trymore Muvhawa VAVAKIDZANI vekuMbare vakaendesana kudare redzimhosva vachipumhana huroyi izvo zvakazoita kuti vapisane ...

Tv haionekwe baba vasipo

Tafadzwa Mutsotso MUMWE mukadzi akaudza dare redzimhosva kuti murume wake anoti kana achinge agumbuka, anotanga kupopota ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey