‘Muri muroyi, pfambi yemakoko’ Trymore Muvhawa MUKUWASHA wekunzi anobatsirana nababa vake kutuka ambuya vake, amai ...
Kingstone Mapupu MUPOROFITA wemuHarare uye, wekuti akaenda kudenga kaviri akanoita musangano naMwari mbune, ndokuti ...
PAIVE nenungu yakanga ichifamba musango ichitsvaga mwena wakanaka wekuti igare. Ichifamba kudaro, yakaita rombo rekuwana ...
Rumbidzai Tawonezvi-Moyo MUZIMBABWE tine mhando nhatu dzewanano dzinoti Civil Marriage pasi pemutemo weMarriage Act ...
Trymore Muvhawa MURUME wekuDomboshava, wekuti iye nemukadzi wake vanogara vachitukwa nemuroora wavo, vakazopotera kudare ...
MAZINYOKA maviri, chiwoko chebveni, musoro wechipuka chinenge gudo nezvikwambo zvinodarika 20 zvakabatwa asi bere negudo ...
Freedom Mupanedemo ari kuGOKWE MUNYAYA yakasiya vagari vekwaSidojiwe, kwaMambo Njelele, kuGokwe, vasina neremuromo, ...
‘. . . nengirozi dzavo mbiri’ ‘. . . fanoreururai zvitadzo’ MUPOROFITA wemuHarare, wekuti akaenda kudenga kaviri ...
MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere kubazi rezveutano nekurerwa kwevana (Director of Epidemiology and Disease ...
Tinashe Chitunhu NYAYA dzekutengeswa kwevanhu kunze kwenyika vachinoitiswa mabasa akaomarara pasina muripo kana kuti ...
Mwana saimba, muroora vorara mumba mumwe chete naamai Tafadzwa Mutsotso VANHU vaive mudare redzimhosva reHarare Civil ...
IMBWA HAIHUKURE SADZA KANA baba namai vakasarudza kudhakwa, kushaya hunhu, kutukana nekutuka vana nezvinyadzi, mhuri ...
Trymore Muvhawa MUKOMA nemun’ina vakaendesana kumatare edzimhosva vachipomerana kurovesana nemamonya pamwe nekupisirana ...
Zvino ini handichazvida: Mwana VAMWE baba vakazofumurwa mudare redzimhosva apo vakanzi kubvira vana vavo vachikura, ...
MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti mudzimai wekwaNjelele, kuGokwe, wekunzi akazvara datya anofanirwa ...
DHOROBHA reMasvingo rakawaniswa mubairo wekuva ndiro rakatsvinda nekushambidzika kudarika mamwe muZimbabwe. Munyaya ...
MUMWE mudzimai ari kupomerwa kuita vana nevarume vakasiyana senzira yekuti azovamhan’arire kumatare kuitira kuti apihwe ...
KAMBANI yeEconet yakabura chimwe chirongwa chitsva pasi pecheEcoSure chinonzi “Thwala Sonke”, icho chinotendera vane ...
Tafadzwa Mutsotso MUKADZI wekuenda kudare achida kupihwa mvumo yekugara nevana vake, akazoshaya pekupinda apo murume ...
‘. . . zvine shanje’ ‘Zvinondiita mukadzi’ MUSIKANA wechidiki anogara mumusha weChikanga, kwaMutare, anoti ashaya ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey