CHISHONA CHAKANAKA

12 Jul, 2019 - 00:07 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected]  kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tipe rimwe zita rinoreva zvakafanana neiri:

  1. nhekwe – chibako
  2. muchetura – chepfu
  3. chikwee – chikuwe
  4. barika – chipari
  5. chiruvi – chisuvi

* * *

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Chiribhani, Kadoma – 1. nhekwe ikasha, 2. mushonga, 3. kuseka, 4. chipare, 5. chiruvi.

* * *

Michael Muzembi, Masvingo – nzombe.

* * *

Shepherd Wilbert Kstanda, Banket, – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Tawanda Darare, Mutare – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

0783 264 010 – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Rutendo Fushayi, Chi-town – Nzombe.

* * *

Panashe Tsamba, Form 3, Kugotsi Sec School, Guruve – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Hazel Matyenyika, Grade 7, Ruvinga Prim School, Box 9, Guruve – 1. nhekwe – chikasha; 2. muchetura – mushonga; 3. chikwee – kuseka; 4. barika – guru; 5. chiruvi – chitsuwi.

* * *

Mai Lyric, Epworth – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Auxillia Munasireyi – 1. chibako; 2. chefu; 3. guru; 4. chikuwe; 5. chitsuvi.

* * *

Livingstone Ruswa, Mutare – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Lovejoy T. Amoni – 1. chibako; 2. chepfu; 3. chikuwe; 4. guru; 5. chitsuvi.

* * *

0771 482 137 – 1. chibako; 2. chepfu; 3. chikuwe; 4. guru; 5. chitsuvi.

* * *

Fiona Tembo, Rukanda, Mutoko Vlg 64 – 1. nhekwe – hekwe; 2. muchetura – mushonga; 3. chikwee – kuseka; 4. barika – chipari; 5. chiruvi – chisuvi;

* * *

Charity Chaora, Kuwadzana – nzombe.

* * *

Leighton Chikunichawa, Braeside – 1. chibako; 2. chepfu; 3. guru; 4. chikuwe; 5. chitsuvi.

* * *

Mai Ngoya, kuHopley – 1. Kasha; 2. mushonga; 3. chikuwe; 4. guru.

* * *

Leonard, East View – 1. nhekwe – kasha; 2. muchetura – mushonga; 3. chikwee – kuseka; 4. barika – guru; 5. chiruvi – chisuvi.

* * *

Lazarus Gundani, Budiriro 5, Hre – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Moillar Marimira, Belvedere – Nzombe huru yakabva mukurwa.

* * *

Anesu Zumba, Braeside Primary School, Glen View 7, Extension – 1. Chibako; 2. chepfu; 3. guru; 4. chikuwe; 5. chitsuvi.

* * *

Taropafadzwa Charamba, Braeside Primary School – 1. chibako; 2. chepfu; 3. guru; 4. chikuwe; 5. chitsuvi.

* * *

0773 928 444 – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

0782 321 273 – 1. chibako; 2. mushonga; 3. kuseka; 4. chipari; 5. chirubu.

* * *

Tindo Mukute, F 1 Sunsac B5 – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Tendai Mukute, Form 1, Sunshine Academy (Sunsac), Budiriro 5B, Current Shopping Center – 1. bako; 2. mushonga; 3. kuseka; 4. chipari (guru);5. chirubu.

* * *

0774 574 555 – Nzombe guru yakabva mukurerwa ndotsumo iyo.

* * *

0782 211 777 – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Hazel Ruvimbo Loti, Chanetsa Prim Sch, Karoi – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Letwin Mushirivindi, Zengeza 1 High – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

0786 022 157 – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Rutendo, Macheka , 7A ,Nyandoro , Highfield – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

0773 500 675 – 1. nhokwe; 2. mushonga; 3. setswa; 4. chipari; 5. chirubu.

* * *

0772 410 573 – nzombe.

* * *

0773 431 509 – 1. chibako; 2. chepfu; 3. guru; 4. chikuwe; 5. chitsuvi.

* * *

Baba Blessed, Epaz 0776 700 273 – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Shalom – 1. nhekwe – chibako; 2. muchetura – mushonga unouraya; 3. chikwee – fodya; 4. barika – chipare; 5. chiruvi – chitsuwa.

* * *

Charmaine Elioti, Seke 3 High School – Nzombe huru yakabva mukurerwa.

* * *

Gracious Mudambo, Braeside Primary School – 1. chibako; 1. chefu; 2. guru; 3. chikuwe; 4. chitsuvi.

* * *

Nigel Gomera, Braeside Primary – 1. chibako; 2. chepfu; 3. guru; 4. chikuwe; 5. chitsuvi.

* * *

ZVEKUITA:

Tipe rimwe zita rinoreva zvakafanana neiri:

  1. chikwekwe –
  2. chisipiti –
  3. datya –
  4. jobora –
  5. dengu –

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>