Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa

12 Oct, 2022 - 14:10 0 Views
Mitengo yezvirimwa nezvekurimisa

Kwayedza

Malven Mugadzikwa

INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa nezvekurimisa iri kuwanikwa kuMbare Musika pamwe nezvimwe zvitoro zviri muguta reHarare.

Mbeu yechibage:
2kg chibage – $6 600.00, $6 679.00, $5 418.00,
5kg chibage – $13 365.00, $16 043.00, $14 355.00, $14 471.00, $16 431.00, $20 795.00, $25 103, $13 500.00
10kg chibage – $25 740.00, $27 720.00, $31 050.00, $28 710.00, $28 864. 00, $29 205.00, $26 577.00, $27 000.00
25kg chibage – $70 290.00, $76 590.00, $81 554.00, $92 068.00

Gejo – $108 000.00
Bhagidhi rechibage – kubva paUS$4.50 kusvika paUS$6
Bhagidhi remhunga – US$8
Bhagidhi rezviyo -US$20
Bhagidhi remaringazuva – US$8
Bhagidhi remapfunde – US$6

Maranjisi chisaga – US$5 kana US$6
MaApples chisaga – US$8.50 kana US$9
MaApples bhokisi – kubva paUS$11 kusvika paUS$20
Madora gaba – kubva paUS$1 kusvika paUS$8 zvichienderana nekukura kwegaba
Mauyu gaba – kubva paUS$2 kusvika paUS$5 zvichienderana nekukura kwegaba
Mazai crate – US$2.50 kusvika paUS$4


Beans makapu maviri – US$1
Mhiripiri bhokisi – kubva paUS$8 kusvika paUS$10
Garlic chisaga – kubva paUS$30 kusvika paUS$40
Tsangamidzi – US$2 pa1kg

Mavise – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$5
Manhanga – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$10 (rimwe chete)
Makabhichi – kubva paUS$0.30c kusvika paUS$1

Mbatatisi chisaga – kubva paUS$2 kusvika paUS$12
Mbatatisi (murwi) – kubva paUS$0.50c kusvika paUS$2
Hanyanisi (murwi) – kubva paUS$0.30c kusvika paUS$1
Hanyanisi chisaga – US$5 kusvika paUS$10

Mupunga wechivanhu (brown rice) – US$1 kapu imwe chete
Hupfu hwechimera – US$1 makapu maviri


Mbambaira (gaba hombe) – kubva paUS$1 (gaba diki kana murwi) kusvika paUS$3
Madhumbe (gaba) – kubva paUS$1 kusvika paUS$5
Mumhare wechibage – US$1 makapu maviri kana matatu

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey