Mushandi wekuba mwana asungwa

02 Nov, 2022 - 16:11 0 Views
Mushandi wekuba mwana asungwa Kimberly Ncube

Kwayedza

Bongani Ndlovu

MAPURISA anotsinhira kusungwa kwaKimberly Ncube (19) wekuBulawayo mushure mekunge apamba mwana wemushandirwi wake ane gore nemwedzi misere yekuberekwa nezuro.
Akaonekwa neveruzhinji vakazivisa mapurisa.

Mwana mukomana uyu akawanikwa aine utano uye akapihwa kuvabereki vake
Ncube ari mumawoko memapurisa. Ncube aive abawo motokari yemhuri iyi yeBMW yaive yakamiswa pamba kuPaddonhurst, kuBulawayo kwakare.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey