Uncategorized

Sekuru Mutanga vashaya

11 Nov, 2021 - 20:11 0 Views
Sekuru Mutanga vashaya

Kwayedza

Kingstone Mapupu

Sangano reZimbabwe National Traditional Healers Association (Zinatha) rinozivisa nezvekufa kwaSekuru Elisha Mutanga avo vanga vari nhengo yaro.

Sekuru Mutanga vanonzi vashaika nhasi vagere zvavo pachigaro kumba kwavo mumusha weUshewokunze, muguta reHarare.

Mukuru weZinatha, VaGeorge Kandiyero vanotsinhira nezvekushaika kwachiremba wechivanhu ava.

Sekuru Mutanga vanga vari kuchikamu chezvetsvakurudzo muZinatha.

Nguva yapera vaimbopindura mibvunzo yevaverengi muKwayedza pamusoro pezvingange zvichivanetsa mumararamiro avo.

Vaibudawo pachirongwa chemangwanani panhepfenyuro ine mukurumbira yeStar FM apo vaidzidzisa veruzhinji nezveutano.

Zvakawanda zviri kutevera.

Share This:

Sponsored Links