Tishamwaridzane

11 Feb, 2022 - 13:02 0 Views
Tishamwaridzane Tishamwaridzane

Kwayedza

NDIRI murume ane makore 50 okuberekwa, ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 35 zvichikwira ari pachokwadi. Zvizhinji tozotaura, vanoda ndibatei nhare dzangu idzi 0714 845 016.
********************************
Makadii zvenyu? Ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe chete, ndinotsvagawo mukadzi anoda zvekuroorwa ari pachokwadi. Ngaave nemakore 24 kusvika 35. Nhare yangu 0716 889 897.
********************************
Makadiiko? Ndotsvagawo musikana akanaka anofarira zvemba ane makore 20 – 21. Vanotamba kwete, andida ngaandibate pa0715 121 115.
********************************
Ndiri murume ane makore 45. Ndiri HIV positive uye ndinotsvaga mukadzi ari HIV positive. Ndinoda ane makore 35 kusvika 42. Anoda anondibata pa0712 975 523.
********************************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40 nevana vatatu ndogara muHarare uye ndinoda mukadzi akavimbika anoda zvemusha, ane makore 28 zvichikwira. Ndinozvishandira, andifariara ngandibate pa0715 495 507.
********************************
Ndiri murume ane makore 43, ndinogara kuConcession uye ndotsvaga mukadzi wokugara naye. Nhare yangu 0782 347 782.
********************************
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 39 nevana vaviri. Ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 45. Anenge achindida ngaandibate panhamba dzangu dzinoti 0784 642 332.
********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 26. Handina chirwere uye ndotsvagawo musikana kana mukadzi ari pachokwadi. Nhamba dzangu idzi 0782 107 013.
********************************
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa uye ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwad nekuda musha. Ane makore 18 kusvika 24 andifarira ngaandibate pa0718 639 491.
********************************
Ndiri murume ane makore 40, ndogara kwaMutare uye ndinotsvagawo mudzimai anobva kwaMutare ane makore 30 kusvika 37. Zvimwe tozotaura pa0719 677 085.
********************************
Ndiri mukomana ane makore 30, ndinodawo musikana wekuroora asina chirwere ari pachokwadi. Ndoita mabasa emaoko, ndiri free kunoongororwa ropa uye ndoda anotya Mwari anozvinipisa. Ndiri kuMt Darwin, zvakawanda totaura pa0719 830 864.
********************************
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 42, ndinotsvagawo murume ane makore 45 zvichikwira wekuchengetana naye ari positive. Nhare yangu 0773 449 119.
********************************
Munofara here veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvagawo musikana wekuroora asina mwana ane makore 18 – 24 ari pachirongwa seni. Nhare yangu 0713 420 105.
********************************
Kwayedza makadii? Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvaga mudzimai ane makore 20 kusvika 25 asina chirwere. Ndobatika pa0782 309 274.
********************************
Makadii. Ndotsvagawo mudzimai wekuroora ane makore 20 kusvika 26. Nhamba dzangu 0772 432 724.
********************************
Ndiri murume ane makore 44, ndoda mudzimai wokuroora ane makore 30 zvichidzika, ndiri pamushonga. Nhare yangu 0715 579 977.
********************************
Nhamba dzangu, 0717 015 257. Zita rangu Shagari Washington, date of birth 14:04:78. Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora asiri pamushonga. Ndine vana 6.
********************************
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 44 uye ndiri negative. Ndinotsvagawo mudzimai ari pachokwadi ane makore 30 – 35. Andifarira ngaandibate pa0715 288 428
********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 46. Ndinotsvaga mai vakarongeka vekumisa musha navo. Ndoda vari pamushonga. Nhare yangu, fonai kana sms pa0716 836 964.
********************************
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana 2. Ndotsvagawo murume ane makore 32 kusvika 40. Ndiri pamushonga, andifarira totaura pa+27 838 212 427.
********************************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 31 nevana 2, ndinodawo mukadzi ane makore 22 – 27 ane mwana 1 or 2 uye HIV negative. Nhare yangu 0715 448 888.
********************************
Makadiiko mhuri yeKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndakaberekwa ndakaremara uye ndinogara kwaChiendambuya. Ndakapedza chikoro 2018. Ndinotsvagawo musikana, vanoda kunzwa nezvangu fonai pa0713 474 162.
********************************
Ini ndinotsvaga mukadzi oda zveimba ane makore 40 – 55. Ngaave mupositori uye akasimba pachimiro, asiri mudhorobha. Zvimwe tozotaura, ndibatei pa0774 460 293.
********************************
Makadii? Ndotsvakawo mukadzi ari serious anoda zvemba. Ndine makore 49, ngaave ari negative. Nhare yangu 0733 010 299.
********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 46 nevana vatatu. Ndinotsvaga mudzimai anoda musha asiri pamushonga uye anonamata. Nhamba dzangu idzo 0778 331 668.
********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 35 uye ndinotsvagawo mukadzi anoda zverudo ane makore 25 zvichikwira. Ngaave anotya Mwari, asina chirwere. Kana pane andifarira anogara muHarare call 0776 242 073.
********************************
Ini ndinodawo kubatsirwa kuisirwawo nyaya yangu papepa. Ndiri mukomana anoda zvemusha. Ndanzwa nekurasiswa pakurarama kwangu. Ndichiri jaya uye ndodawo musikana ane mwoyo neni senherera kuti andinyaradzewo. Nhare yangu +27 664 676 725, ndiri kuDurban.
********************************
Ini ndiri murume ane makore 35, ndotsvagawo mukadzi anoda zvekuwanikwa ari pachokwadi. Ndoda ane makore 18 kusvika 30, chero ane mwana. Nhamba dzefoni 0771 613 014, ndatenda.
********************************
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 44, ndiri pamushonga uye ndotsvagawo murume wekuwadzana naye ari pamushongawo. Mwana ndine 1, andida ngaandibate pa+27 628 900 891.
********************************
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndotsvakawo musikana wekuroora ari pachokwadi or ane mwana wake mumwe. Andifarira ngandibatewo pa0778 886 512.
********************************
Ndiri murume ane makore 50 ekuberekwa, ndodawo mukadzi ane makore 40 zvichikwira uye ane vana. Ari pamushonga seni andifarira ngaandibate pa+27 605 333 435, zvakawanda totaura.
********************************
Makadii veTishamwaridzane? Ndinodawo musikana anoda zvekuroorwa, akadzikama uye asati amboita zvevakomana. Ndinoda ane makore 20 zvichidzika asiri pamushonga nokuti neniwo handisi pamushonga. Rudo rwechokwadi rwuri pano. Andifarirawo nhamba dzangu idzi 0782 585 548.
********************************
Makadiiko veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 42 ekuberekwa, ndinoraramawo ndiri pamushonga uye ndinotsvagawo murume anondida nemwoyo wose ari pamushonga seni. Asi ini handiratidzi, ndine vana vaviri saka ndodawo ane vana vake, ane rudo, anofara uye anonamata. Ndiri mukadzi akasununguka, andidawo ndichamudawo nemhuri yake yose. Tsamba yangu ikabuditswa ndingafare zvikuru. Ndatenda, nhare yangu 0718 161 414.
********************************
Ndiri mukadzi ane makore 38, ndotsvagawo murume ari pachokwadi anoda zvemba asi varume vevanhu handidi hangu. Andifarira # 27 748 302 500
********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 40, ndinotsvaga mukadzi anoda zverudo ane makore 35 zvichikwira anotya Mwari uye asina chirwere. Kana pane andifarira anogara muHarare call 0712 493 547 K.B
********************************
Makadii veKwayedza? Ndinotsvakawo mukadzi ari serious, handisi pamushonga uye ave nemakore 29 -30. Nhare yangu 0777 664 777.
********************************
Kwayedza makadii? Ndiri murume ane makore 35, ndine mwana 1 mukomana uye ndinotsvaga mudzimai ane makore 18 kusvika 25 asina HIV. Ndobatika pa0779 171 199.
********************************
Ndiri murume ane makore 42, HIV positive uye ndotsvagawo mukadzi ari serious nemba ari pedyo neHarare. Makore kubva pa25 – 40, nhamba dzangu 0781 686 430.

********************************
Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora. Ndiri murume ane 49 years uye ndinoshanda. Anondida ngandibate panhamba idzi 0773 198 938.
********************************
Ndiri mukomana ane makore 24, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 21. Anenge andifarirawo ngaandibate panhamba idzi 0715 365 225 totaura. Ndatenda hangu.
********************************
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 29 nemwana 1. Ndinotsvakawo murume anoda zvekuroora. Andida ngaandibate pa0772 916 835, totaura ndiri kuGuruve.

Ndotsvagawo murume ane makore 35 – 36 musoja kana driver but ari mucross-border. Vadiki kwete, number dzangu 0781 514 424.
********************************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 27 nemwana 1. Ndodawo musikana ane makore 20 – 22 ari pachokwadi. Handisi pamushonga, nhamba dzangu 0785 271 115. Zvakawanda totaura.
********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 41 nevana vatatu uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo mudzimai wekuvaka naye musha, ngaave ane makore 35 zvichidzika. Nhare yangu 0773 130 124.
********************************
Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 21. Ndinotsvaga musikana ari pamushonga seni ane makore 18. Nhare yangu 0718 465 595.
********************************
Makadii? Ndinotsvaga musikana anoenda kuMasowe eChishanu asi ari pamushonga ane makore 18 – 20. Ndine makore 21, nhare yangu 0718 465 595.
********************************
Ndiri murume ane makore 54, ndinotsvaga mukadzi wokuroora. Ndiri pamushonga, andifara ngafone pa0777 326 654.

Makasi********************************mba here? Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvagawo mudzimai ari pachokwadi nezvemba, matsotsi kwete. Andida ngaandibate pa0771 225 868, sms ndopindura.
********************************
Makadii? Ndiri kutsvakawo mukadzi wekugara naye asiri pamushonga. Ndine makore 36, ngaavewo ane makore 20 kusvika 33. Nhare yangu 0783 039 320.

Makadii? Ndiri murume ane makore 46 nevana vatatu handisi pamushonga. Anondida ngaandibate pa0719 331 668.

Makadiiko veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvakawo mukadzi wekuroora ane makore 29 kusvika 34. Andifarira ngaandibate pa0776 401 962, ndinoda ane mwana mumwe kana vaviri.

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 46 nevana vaviri. Ndiri pamushonga uye ndinotsvaga shamwarirume. Vanoda ndibatei pa0777 646 889.

Share This:

Sponsored Links