
Kwayedza

naAbel Ndooka
AIMBOVE mutambi weHighlanders nemaWarriors – Rahman Gumbo – ashaya.
Gumbo uyo ange achirairidza nhabvu kuBotswana anonzi afira muchipatara chekunyika iyi mushure mekunge arwara nemusi weChina.
Ange achirairidza chikwata cheMorulupe Wanderers.
Gamba renhabvu iri, rakamborairidza chikwata chenyika chemaWarriors.
Zvakawanda zviri kutevera. . .