Denhe Reruzivo

5 years ago | July 26, 2019

Tsumo nemadimikira namukanya

NGANO Mhinduro yesvondo rapera: Kurera imbwa nemukaka, mangwana inofuma yokuruma. Kana ukaitira munhu zvakanakisisa, ...

Nhoroondo yemunyori

SVONDO rino tichatanga kuita ongororo yebhuku reuvaranomwe idzva rinonzi Gona ReChimurenga. Bhuku iri rakanyorwa naMoses ...

Detembo rekutenda

UCHISHANDISA nhetembo dzemadzinza, budisa padzinodetembwa nezvidavado zvinoshandiswa madziri. [25]

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Zvikamu zviri murondedzero

PATASVIKA tava kuziva zvinodiwa nemhando dzerondedzero, asi zvakakosha kuti tiite dzokorodzo pamusoro pemamiriro akaita ...

5 years ago | July 19, 2019

Vopihwa mabhuku ezveutano

SANGANO reRotary Club of Harare rinoti rakazvipira kusimudzira zvidzidzo zvamachiremba nanamukoti munyika muno izvo ...

Delta yonunura zvikoro kuChimanimani

KAMBANI yeDelta Corporation yakapa zvigaro 1 000 nemadhesiki 540 zvinokosha $400 000 — kuburikidza nesangano reZimbabwe ...

Mayunivhesiti hokoyo!…Musakwidze mari: Murwira

HURUMENDE iri kuyambira vemayunivhesiti kuti vasangokwidza mari zvisina tsarukano uye pasina mvumo.

Ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti mhiripiri.

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Rondedzero dzine hudzamu

MUCHIRONGWA chevhiki ra05 Chikunguru 2019 ndakavimbisa kuti ndaizodzoka ndichipedzisa bandiko rerondedzero. Nemhaka ...

A-LEVEL ― Ugo hwamadzinza avashona

TINOPEDZISA mhinduro yemubvunzo watakatanga kuita svondo rapeera unoti;

5 years ago | July 12, 2019

Tsigirai dzidzo: First Lady

MUDZIMAI wemutungamiri wenyika First Lady Amai Auxillia Mnangagwa svondo rapera vakaparura chirongwa chekusimudzira ...

Science & Agric Expo paMhizha Primary

PAKANGA pasingadanwe anonzwa paMhizha Primary School, kuHighfield, muHarare, svondo rapera apo vana veGrade 7 vepo ...

Grade 7

KUDYA kotosangana nako mazuva ano kwasiyana nekwaiveko kare uko kwaigadzirwa nehunyanzvi hwemaoko kwete nemichina ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti chinu.

Gwaro rekuvandudza dzidzo ravepo

HURUMENDE iri kupembedzwa nekuda kwechirongwa chairi kuita chekuvandudza dzidzo yepamusoro senzira yekusimudzira ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey