Tsumo nemadimikira namukanya

26 Jul, 2019 - 00:07 0 Views

Kwayedza

NGANO
Mhinduro yesvondo rapera:
Kurera imbwa nemukaka, mangwana inofuma yokuruma.
Kana ukaitira munhu zvakanakisisa, angave mwana paanenge achikura iwe uchimubata sezai, mwana iyeye kana akura anogona kusatenda uye agotokupandukira.
Zvekuita: Pedzisa dimikira rine chekuita nembwa rinoti: Kurova imbwa wakaviga . . .

Mhinduro: mupini/mupinyi
* * *
Svondo rino:
Chatiza gumbo, musoro waona.
Kuti munhu unoita chimwe chinhu, panenge pane chaunenge waona chikakonzera zvawaita.
Zvekuita: Tsumo iyi inoreva zvakafanana neyekuti: Pane charirova, zizi harife ne. . .
* * *
Mhinduro svondo rinouya.
. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links