Denhe Reruzivo

6 years ago | July 13, 2018

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti kukuhumuka. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

A-LEVEL — HUGO HWAMADZINZA

Munyaradzi Gunduza— TSANANGURA pfungwa huru dzinobuda munhetembo dzinotevera dzekupira midzimu; Doro remukwerera, ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Rume rimwe harikombi churu. Tsumo iyi inoreva kuti munhu mumwe chete haagone kuita zvinhu ...

Nhengo dzemutauro nemanyorerwo adzo

Ticha Danga— HATIKWANISE kuvhara nhaurwa yekunyora kwakanaka tisina kubata nhengo dzemutauro nemanyorerwo adzo. ...

Tsika dzechinyakare

Munyaradzi  Gunduza— TSIKA nemagariro epasichigare: Kana uchiverenga bhuku rinobata mararamiro evanhu ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

6 years ago | July 6, 2018

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Ateya mariva murutsva haatyi kusviba magaro.

Mutambi honzeri

Munyaradzi  Gunduza— SVONDO rino tinopedzisa matambudziko anowira vatambi.

Nhetembo dzerufu

Munyaradzi Gunduza— Tinodzidzei pamusoro perufu kubva munhetembo dzerufu dziri mubhuku iri? [25]

– Bumbiro idzva redzidzo –

Vavariro yeshanu yedzidzo itsva naChiremba— DZIDZO itsva inovavarira kugadzirira mwana hwaro hweupenyu hwemabasa, ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti mhotsi.

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Grade 7, naticha danga

Kupatsanura nekubatanidza mazwi Ticha Danga— TINODA zvino kuchipendera nyaya yekunyora zvakanaka muchikamu chino ...

6 years ago | June 29, 2018

Rudo ndiwo mupfuhwira

Munyaradzi Gunduza— MIBVUNZO NEMHINDURO: Kubva munhetembo dzechinyakare tinodzidza zvakawanda pamusoro peupenyu ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Matambudziko evatambi

Munyaradzi Gunduza— MUMABHUKU ese enganonyorwa munoburitswa matambudziko achiwira vatambi. Nzira dzinoburitswa ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti mbezo. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

Kushandisa pfekedzo muzvinyorwa

Ticha Danga— TINOISIMUDZIRA ndima yedu tichienda mberi apo tinoda kumutsiridza nyaya yepfekedzo. Ndakabata ...

Tsumo nengano namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekatsanangudzo iyi: Gava rinofarira kudya tsubvu zvikuru.

– Bumbiro idzva redzidzo –

Vavariro yechina yedzidzo itsva naChiremba DZIDZO itsva inovavarira kugadzirira mudzidzi hwaro hwekurarama senhengo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey