Blogs

8 years ago | August 12, 2016

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 24 nevana vaviri ...

NDIRI murume ane makore 27 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 27 zvichidzika ane twunhu twake kana akava nevana hapana ...

8 years ago | July 29, 2016

chikoro chava njodzi

l Vana, maticha votya kufiramo l Dzimba dzapera nemuchenje CHIKORO cheChitindiva Primary School, kuHurungwe, chiri ...

Duramazwi

KAKUKUKAENDERA – Iyi inzira yekuba zvipfuyo mumatanga maviri, mozoketa mombe dzenyu muchitora nemombe yavamwe imwe ...

CHISHONA CHAKANAKA

* * *VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. ...

Midziyo yemumba

Ticha Danga GAPU rechembere chitaurirwa mbare dzekumusana. Zvinoda wanombora kuti ugozvitsanangudza. Ukapusa unozviruma ...

Kususukidza rungano

Munyarardzi Gunduza Zviitiko zvinosusukidza rungano: 13. Ndezvipi zviitiko zvishanu zvaungati ndizvo zvinoita kuti ...

Garikai naChisvo dhuma kun’anga

NYAYA YACHO (Enderero mberi): N’anga yakaita basa rayo Garikai zvikamuvinga akarivara ndokubva angoona ava kuenda ...

Ndezvemhepo chokwadi here?

TINE mhuri dzakawanda muZimbabwe matinoona vanhu vachidzungaidzwa, asi vanoziva zvapasi kana zvomumweya unozonzwa vave ...

Bhasikoro hutu nahwindi

HWINDI wekukumbira bhasikoro remumwe murume achida kuti ambochovha kwekanguva kadiki asi ndokuzoenda naro zvachose apo ...

Zvandinoita izvi pane chakanaka?

Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga MUBVUNZO: MHINDURO:Sekuru, ndiri mukomana ane makore 19 okuberekwa. Ndine dambudziko ...

8 years ago | July 15, 2016

‘Maticha zivai makombiyuta’

MUKURU wedzidzo mudunhu reHarare, VaChristopher Chamunorwa Kateera, vanoti vadzidzisi vose vanofanirwa kuve neruzivo ...

‘Kudzidza hakuna zera’

VABEREKI vakasiira chikoro panzira nekuda kwezvikonzero zvakasiyana nevamwe vane shungu yekudzidza vari kubatsirikana ...

Vana vemhuka

Ticha Danga CHIKAMU chino tichabata zvemhuka dzemusango nedzinochengetwa pamusha tichiburitsa mazita enzombe nehadzi ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Mutambi mukuru

Munyaradzi  Gunduza Kwandiri mutambi mukuru ndiPondai nekuti anopikisa mambo vake. Tinozviona zuva rinogarwa dare ...

Maidei ava pfambi

“HUPENYU” naValeria Chaukura (133-135) Nyay yacho (Enderero mberi):

Duramazwi

MAGAMUCHIDZANWA – Iyi itsika inoitwa nevanhu, yavakawana iripo kubva kumadziteteguru avo.

DETEMBA TINZWE

 MAKANDISIYA, MUKANDIRAMBA  naPrisca Gumini Musambotiyemure zvenyu kana napadukuHama dzangu musambotichiva

Zvisasa rudzii zvakadaro?

MUBVUNZO: Nhai Sekuru, ndakangomera zvimapundu pasikarudzi zvakaita sechisasa. Ndakambobvunza umwe munhu akati, pane ...

8 years ago | July 8, 2016

Beam yabatsira vana 5 400 000

Izvi zvakaziviswa svondo rapera nekomiti yedare reParamende inoona nezveveruzhinji, vashandi nekubatsirwa kwevanoshaya ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey