BHAIBHERI shoko raMwari rinotipa kukosha kwezviratidzo kana micherechedzo, zvatingati pachiRungu ma”symbols”. Zviratidzo ...
NDIRI mukomana ane makore 23. Ndotsvagawo musikana ane makore 21 zvichidzika kana mukadzi ane mwana 1 anoda zvekunotorwa ...
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri murume ane makore 31 ekuberekwa. Dambudziko rangu tete ndakabata mudzimai ...
HUNHU hwavana hwataika, hwadyiwa nembwa. Nokuti takabvuma kodzero dzinoti kana mwana asvitsa makore gumi namasere anenge ...
MUKWENDE mazuva ano ari kupota achimboshaikwa munharaunda kunge ari kugadzirira kurima, kana munhu akurirwa nemutoro.
NDINOKUTENDAI zvikuru veKwayedza nekugona basa. Ndakawana musikana wangu wandinoda saka vese vachiri kufona pa0777 141 ...
NDAKAWANA wandaida saka vose vachiri kufona pa0778 201 354 ngavachirega havo. ****** Ndinotsvakawo musikana wekuroora ...
MAKASIMBA here Tete Chiapangamazano? Ndiri mukadzi ane makore 22 ekuberekwa, murume wangu aine makore 28. Tine mwana ...
CHISINGAPERI chinoshura. Vakashaura, vashaurazve kuti kana iri Zimbabwe, chikanganwai. Vakatsoropodza vatsoropdza ...
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri musikana ane makore 25 ekuzvarwa, ndine pamuviri ndiri kuchengetwa natete ...
NDIRI murume ane makore 42 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 35 kusvika 40 anoshanda muHurumende. Ini ndinoita basa ...
NDIRI mukomana ane makore 26 ndogara kwaMutare uye ndozvishandira. Ndotsvagawo musikana ane makore 19 – 22 ...
CHINA manenji hachifambisi. Munozvida haikona vana veZimbabwe? Pamunozvitanga munoita kunge muri kutamba asi imi ...
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri musikana ane makore 23 ekuzvarwa, dambudziko rangu nderekuti ndine mukomana ...
Yambiro yeTishamwaridzane TINODA kuyambira vaverengi kuti vangwarire matsotsi anoda kuvabira achiti ane chekuita ...
SAHWIRA wangu paakati “hana yangu yarohwa nehana,” ndakamutarisisa ndikati dzokorora nokuti ndaifunga kuti akanganisa ...
SVONDO rino ngatimbotarisana nevabereki, kunyanya vane vana vakura zvokuti hazvivashamisi kuti kana ari mukomana, ...
KWAVE kupisa kudai, kana misoro inopisa zvakare. Vamwe vanopedzisira vatakura kana kutakudzwa hari dzizere dzungu rega ...
HAKUNA mwana anofanirwa kuberekwa aine utachiona hweHIV munyika muno. Izvi zvinogoneka kana amai vakazvitakura kana ...
INI ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvagawo mukomana ane makore 22 anoshanda. Nhare yangu 0739 071 037. ******
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey