iri musikana ane makore 19 ndotsvakawo mukomana ane makore 22 – 25 wekuroorwa naye . . .

27 Nov, 2015 - 00:11 0 Views

Kwayedza

NDAKAWANA wandaida saka vose vachiri kufona pa0778 201 354 ngavachirega havo.
******
Ndinotsvakawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20 asina kumbobvira aroorwa kana kuita mwana. Ngaave mupfupi zviri pakati nepakati uye achinamata. Nhare yangu 0733 520 541.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 26 nevana vaviri ndotsvagawo murume ane makore 29 kusvika 40. Anoda ngaandibate pa0782 890 932.
******
Ndiri mudzimai ane makore 30 ndinotsvagawo murume anondiroora. Anondida ngaandibate pa0717 698 069.
******
Makadii veKwayedza? Ndakazomuwana wandaitsvaga saka vamwe chiregai kufona pa0778 201 354. Ndinotenda zvikuru veKwayedza.
******
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo shamwari yechisikana, ndiri mukomana ane makore 20. Nhare yangu 0775 885 263.
******
Makadiniko veKwayedza? Ndiri murume ane makore 52 ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba. Ngaave anoda zvekunamata ari pachokwadi. Anoda ngaandibate pa0782 029 542.
******
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 19 nemwana 1 uye ndiri kutsvagawo murume ane makore ari nani. Munondibata pa0734 024 410.
******
Ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18-21. Ndiri HIV v negative anenge andifarira ngaandibate pa0782 170 499.
******
Ndiri murume ane makore 33 nemwana 1 uye ndodawo mukadzi ane makore 19 -23 akasiirwa kushaya mbereko ari pachokwadi asi vakadzi vevanhu kwete. Anoda anotumira sms kana kufona pa0773 991 350.
******
Makadii? Ndotsvagawo murume ari pachokwadi nemba ane makore 36 kusvika 40. Ngaave ane makore 35, anoshanda uye achigara muHarare. Ndinobatika pa0777 828 141.
******
Ndiri murume ane makore 33 ndinotsvaga mudzimai wekuroora ane makore ari pasi pe27. Anoda ngaandibate 0733 272 406.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 34 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda zvekuvaka musha. Ndine mwana 1, ndiri pamapiritsi. Nhare yangu 0774 831 728.
******
Ndiri murume ane makore 37 nevana vaviri ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane mwana mumwe anoda zvemusha. Ngaandibate pa0777 645 875.
******
Makadii henyu? Ndiri mukomana ane makore 26, ndodawo musikana ane makore ari pasi pe23 ari HIV negative uye ari pachokwadi. Ndobatika pa0782 077 417.
Ndiri mukadzi ane makore 43 ndinotsvagawo murume ane makore 50 – 55 ari HIV positive, anonamata uye anotya Mwari. Andifarira ndibate pa0772 223 110.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 19 ndotsvakawo mukomana ane makore 22 – 25 wekuroorwa naye. Handinwe mapiritsi. Vanoda ngavandibate pa0733 299 097.
******
Munofara here veKwayedza? Ndiri murume ane makore 32 ndinodawo musikana wekushamwaridzana naye ane makore 20 kusvika 25 anozivawo mabasa emawoko. Ini ndinoshanda mune zveutano. Anoda ngaandibate pa0776 476 680.
******
Makadii veKwayedza? Ndine makore 33 ndinotsvagawo murume ane makore 35 kusvika 40 ane zvaanoita muupenyu. Nhamba yangu 0712 075 082.
******
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvaga musikana ane makore 18-23 anoshanda uye ane rudo. Ndiri HIV negative, andifarira ngaandibate pa0735 599 769.
******
Ndiri murume ane makore 57 nevana 6, HIV negative uye ndiri murimi ane puroti. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 45 kusvika 52. Andifarira ngaandibate pa0776 669 633.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri madzibaba ane makore 42 nemwana 1. Ndinotsvakawo mukadzi ane mwana 1 anove ari mugari wemuHarare. Ngaave nemakore 30 kusvika 35. Ndinobatika pa0712 267 834.
******
Ndiri murume ane makore 40 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 35 zvichidzika. Andida ngaandibate panhamba pa0776 486 864.
******
Ndine makore 48, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 35 kusvika 40 ane vana 2 kana asina. Anotya Mwari, ane rudo chairwo anonzwisisa nguva yatava. Ndinozvishandira uye ndiri muHarare. Anoda ndibate pa0715 217 852.
******
Ndiri murume ane makore 37, HIV negative uye ndinotsvaka mukadzi wekuroora asi ngaave pachokwadi. Vanoda ndibatei pa0775 999 223.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvaga musikana wekufambidzana naye anoenda kuchechi uye achitya Mwari. Ndiri HIV negative. Nhare yangu 0771 844 723.
******
Ndiri mukadzi ane makore 22 nevana 2, ndiri pamushonga asi handiratidzike. Ndotsvagawo murume ane makore 24-42 anoshanda. Anoda ngaandibate pa0776 567 679.
******
Ndine makore 47, HIV positive uye ndine mwana mumwe chete. Ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 47 kusvika 50. Nhare yangu 0776 046 292 asi vakaroora kwete.
******
Ndinoita basa rohudzidzisi. Ndiri kutsvaga musikana wokuroora kubva pamakore 18 kusvika 22. Ini ndine makore 28, nhare yangu 0775 751 037.
******
Makadii henyu? Ini ndiri mukomana ane makore 23 ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 21 ave kuda zvekuroorwa. Andida ngaandibate pa0776 573 061.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 19 ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 19. Ndinobatika pa0716 507 515.
******
Ndiri murume ane makore 50 ndodawo mukadzi wekuroora. Anoda anondibata pa0718 255 836.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 20 ndinotsvakawo mukomana wekudanana naye kusvika pakuroorana ari HIV negative. Anoda ngaandibate pa0775 037 619.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 43 nevana vaviri. Ndotsvagawo murume ane makore 48 kusvika 70, ane rudo uye ari pachokwadi. Vanoda ndibateiwo pa0717 811 305.
******
Ndiri murume ane makore 27 ndotsvagawo musikana wokufambidzana naye ane makore 19-24. Andifarira ngaandibate pa0735 276 721.
******
Ndiri murume ane makore 39, ndinodawo mukadzi anoda zvemba ane makore 28-33. Ari HIV negative ngaandibate pa0777 531 524.
******
Makadini veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 30 ndiri mutano uye ndotsvagawo musikana wekuwadzana naye ane makore 22 — 29. Anogeza, ari munaku asina chirwere ngaandibate pa0716 549 517.
******
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana wekuroora asina mwana ane makore 18 kusvika 20. Ari pachokwadi ngaandibate pa0775 772 530.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 35 ndinotsvagawo murume asina mukadzi wekushamwaridzana naye. Akazvipira kunoongororwa ropa anoda ngaandibate pa0778 334 354, zvakawanda tozotaura.
******
Ndiri murume ane makore 40 ndinotsvagawo mukadzi anoda zvokuvaka. Ndinobatika pa0777 561 476.
******
Makasimba here veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25 ndotsvagawo musikana anoda zvemba ane makore 18 akanaka. Anoda nezvangu ndibate pa0776 582 192.
******
Ndiri mukomana ane makore 21 ndinoda mukadzi ane makore 21 zvichidzika chero ane mwana 1 uye achitya Mwari. Ndiri kwaMurehwa, nhare yangu 0779 319 291.
******
Makasimba here? Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvagawo musikana ane maore 18. Anoda andinobata pa0779 260 850.
******
Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana vaviri ndinotsvagawo murume ane makore 30 kusvika 40 akavimbika uye anonamata asiri pachirongwa. Ndinobatika pa0775 294 835.
******
Ini ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana wokushamwaridzana naye kubva pamakore 18-25. Nhare yangu 0773 136 429.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 31 nevana vatatu ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 34 zvikwira. Nhamba yangu 0737 232 030. Ndatenda.
******

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>