NHAU DZEKUMATARE

1 year ago | November 28, 2022

Harahwa (86) yabhinya murwere wepfungwa

PREMIUM Lovemore Kadzura HARAHWA ine makore 86 ekuberekwa yekwaMakoni, kwaRusape, yekubatikidzwa ichibata chibharo mumwe ...

1 year ago | November 22, 2022

Arambira mukadzi humhandara

Lovemore Kadzura MUKADZI wekwaRusape, uyo akarambwa nemurume wake mushure mekunge aona kuti haasi mhandara, ari kubuda ...

1 year ago | November 21, 2022

Baba vaibhinyira mwana (13) mari

Tanyaradzwa Mujati MURUME wekwaMutare ane makore 33 ekuberekwa ari kupomerwa mhosva yekubata chibharo kakawanda ...

Tsvimborume inofamba iri musvo pamberi paamai

Danisa Masuku KUVA uri musvo pamberi paamai vako kunotorwa sechinhu chinonyangadza zvikuru mutsika dzechivanhu, asi izvi ...

1 year ago | November 15, 2022

Vabatsira kuponda hama

Munyori weKwayedza VARUME vaviri vekuNyanga vanonzi vakabatana nevamwe vemumusha mavo ndokurova mumwe wemhuri yavo ...

Murume (31) aponda mudzimai (15)

Sukulwenkosi Dube-Matutu MURUME ane makore 31 okuberekwa wekuGwanda akamiswa mudare reko nemhosva yekurova musikana ane ...

1 year ago | November 8, 2022

Baba vabhinya mwana wavo

Tanyaradzwa Mujati MURUME wekwaMutare ane makore 33 okuberekwa ari kupomerwa mhosva yekubata chibharo mwanasikana wake ...

1 year ago | November 6, 2022

Orova mudzimai ‘girlfriend’ ichiona

Mashudu Mambo MURUME ane makore 51 okuberekwa wekuHillcrest, kuBulawayo akamiswa mudare nemhosva yekurova mudzimai wake ...

1 year ago | November 4, 2022

Mutyairi webhazi reTynwald apinda mudare

Lovemore Kadzura MUTYAIRI webhazi rechikoro cheTynwald High School iro rakaita tsaona yakauraya vanhu vanomwe nhasi ...

2 years ago | October 31, 2022

Abata chibharo mwana wake (5) nedzimwe pwere

Michael Magoronga MURUME wekuKwekwe ane makore 35 okuberekwa, uyo akabata chibharo mwanasikana wake ane makore mashanu ...

2 years ago | October 29, 2022

Agurwa zino mubongozozo nemurume

Lorraine Mathe MURUME wemumusha weCowdray Park, kuBulawayo – uyo akarova mudzimai wake zvine hutsinye ndokumubvisa zino ...

2 years ago | October 25, 2022

Mukoma nemunin’ina vopikira kuba mombe

Panashe Christmas MUKOMA nemunin’ina vekwaGandanzara kwaMambo Makoni, kwaRusape vachagara mujeri kwemakore ...

2 years ago | October 23, 2022

Muporofita abhinya varwere 2

Danisa Masuku MURUME anozviti muporofita wekuMasvingo akamiswa mudare reWestern Commonage Courts rekuBulawayo ...

2 years ago | October 22, 2022

Musikana webasa oshereketa pamubhedha wa’boss’

Danisa Masuku MURUME wekuBulawayo, uyo aishanyira mudiwa wake kubasa kwake achisasana naye pamubhedha wevaridzi vemba, ...

2 years ago | October 14, 2022

Adzipwa nembanje aona mapurisa

Danisa Masuku MURUME anogara kuEntumbane, kuBulawayo, anonzi akadzipwa pahuro ndokutadza kufema zvakanaka mushure ...

2 years ago | October 13, 2022

Kupondwa kwaTapiwa: Dare rati vaviri havana mhosva

Fidelis Munyoro VANHU vaviri pavanhu vana avo vari kupomerwa kuponda Tapiwa Makore Jnr wekwaMurehwa nenzira ine chekuita ...

2 years ago | October 10, 2022

Muporofita ‘odzinga’ mamhepo nekubata chibharo

Gibson Mhaka MUPOROFITA wekuTsholotsho kudunhu reMatabeleland North anonzi akadaidza mumwe mukadzi ane makore 22 ...

2 years ago | October 9, 2022

Murume adhumana nemashoko anoti mwana wechipiri handi wake

Tanyaradzwa Mujati MURUME wekuMutare anonzi akagurwa kunorira paakaona mashoko munhare yemudzimai wake inoti mwana wavo ...

2 years ago | October 8, 2022

Abata tete (87) chibharo

Melody Vherenaisi MURUME wekuChimanimani ane makore 37 okuberekwa ari muhusungwa achipomerwa mhosva yekubata chibharo ...

2 years ago | October 4, 2022

Gadhi orikita ‘girlfriend’ netsvimbo yebasa

Mashudu Mambo MURUME anoshanda semurindi kuBulawayo akarova musikana wake netsvimbo yebasa (baton tsick) muviri wose ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey