NHAU DZEMUNO

7 years ago | October 6, 2017

‘Ndofa ndiri bhachura here?’ … ‘Ndinongochaya mapoto nevakadzi’

Muchaneta Chimuka — MURUME wekwaChundu, kuHurungwe, ari kuchema-chema kuti ane rushambwa urwo rwunomutadzisa ...

Masvikiro akaungana kuHurungwe

Muchaneta Chimuka — MUTUNGAMIRIRI wesangano reZimbabwe National Practitioners’ Association (ZINPA), Sekuru Friday ...

zvimbokoma pamasowe, Muporofita okinditsirwa $500 yema’one-on-one’

Kingstone Mapupu — YAKAVE bata murefu bata mupfupi pasowe riri pedyo nepaMbudzi Round- about, muHarare, apo mumwe ...

Chausiri kunzwisisa chii ipapa?

naIgnatius Mabasa — NDAIVE parufu rwemurume wechidiki akafa mushure mekudhumwa nemota akadhakwa. Parufu rwake ...

Kuchengetedza mwanakomana kumhirizhonga yepabonde

Danai Chirawu — MUNYAYA yedu yadarika, takanga tichikurukura nezvezera rakakodzera kuti vanhu vange achipinda ...

7 years ago | September 29, 2017

‘N’anga inondishandisira ‘bluetooth’’

Lizzy Mushoriwa — MUSHURE mekunge murume wake amitisa mwanasikana weimwe n’anga yemunharaunda, mukadzi anoshanda ...

Vochinjana madzimai . . . baba nemuroora mwana naamai

Kingstone Mapupu — MWANAKOMANA saimba wekwaDotito, kuMt Darwin ari kudura kuti baba vake chaivo vekumubereka ...

Voita makakatanwa mudare

Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare vakatyoka mbabvu nekuseka apo murume nemukadzi vaikakavadzana pamusoro ...

vakarumwa nemadzvinyu parufu

— Nyoka dzichingovhiringidza vanhu — Mwana wemufi ndiye puu ndokufa Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive ...

Akadzikwa demo nachenzira

Given Siakanoka naKingstone Mapupu — MUZVINA BHIZIMISI wekwaMola, kuKariba ari kurwira upenyu hwake ari ...

Ndakatumwa kuvarwere vepfungwa – Muporofita

Blessings Chidakwa ari kuGWERU — VAGARI vekuGweru vakasara vasina neremuromo svondo rapera zvichitevera kuporeswa ...

Nzou nemapurisa dhuma!

Given Siakanoka ari kuKARIBA — KARIBA inzvimbo inozivikanwa zvikuru nekuwanda kwemhuka dzesango senzou, shumba ...

Doro remakoto pachiNdau

NDAUWE ndauwe kumakanyi kweduyo, kungaa kwaChibuwe, Pfidza, Chirinda, Tonhorai nekwaChecheche. Tiri kuti dai zviro zvedu ...

Kuchengetedza mwanakomana kumhirizhonga yepabonde

Danai Chirawu — MUNYAYA yedu yadarika, takakurukura nezvezera rakakodzera kuti vanhu vange achipinda munyaya dzepabonde.

Titambire, mauya muGroup remapenzi

naIgnatius Mabasa — GROUP remapenzi repaWhatsApp rakakiriyetwa (rakavambwa) mumwe musi husiku! Ini pandakazomuka ...

Mwana akaitwa kafira mberi

Kingstone Mapupu — MWANA wemakore manomwe okuberekwa wekudunhu raMambo Nyamhondo, kuMberengwa anonzi apedza mwedzi ...

7 years ago | September 22, 2017

Ngozi yemwana Yopedza dzinza

— ‘Makandiponda mukandiisa muhozi’ —‘Zvino rwendo rwuno tinopedzerana’ Kingstone Mapupu — NGOZI ...

Mapurisa akasungirwa huwori muKwayedza

Tendai Rupapa — MAPURISA matatu anoshandira kuchikamu cheConstabulary kuChitungwiza vakamiswa mudare vachipomerwa ...

Odya mundiro imwe chete nenzou

Given Siakanoka ari kuKARIBA — MURUME anogara kuChirundu, kuKariba — uyo anonzi murwere wepfungwa — nguva pfupi ...

Kacheche kakatsakatika mumba

Kingstone Mapupu — MUDZIMAI wekuZvishavane anoti akashaya neremuromo svondo rapera apo mwana wake mucheche ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey