NHAU DZEMUNO

7 years ago | May 26, 2017

Kana ndanzwa kuda murume . . .

— ‘ndinotanangira hari’ — ‘Mushonga wandakapihwa namhamha’ Kingstone Mapupu — “JUJU” kana kuti ...

Zb Bank yotsigira New Curriculum

Malven Mugadzikwa — BANGA reZB Bank rinoti rinotsigira zvizere chirongwa chekuvandudza dzidzo, cheNew Curriculum, ...

Vafi vozorora kuZororo

Kingstone Mapupu — KWAVA nenzvimbo yemarinda itsva inodaidzwa kuti Zororo Memorial Park iri mumugwagwa ...

Mambo ari kuvava

— ‘Garai nevana kudzimba’ — ‘Kwete izvi zvekuvarojera’ — ‘Zvinovatuma hunzenza’ Muchaneta Chimuka ...

Zvinoshandiswa hari

Kingstone Mapupu — NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti hari dzinoshandiswa mabasa akasiyana — mamwe akanaka neakaipa ...

Haungoyambuka rwizi

. . . unototanga wakanda dombo mumvura Kingstone Mapupu — KUBVIRA pasichigare, kune nzvimbo dzaiyera uye nanhasi ...

7 years ago | May 19, 2017

‘Ndakadyiswa tsvina yemunhu nen’anga’

Abel Ndooka — MUKADZI wekuNorton anoti akadyiswa tsvina yake nen’anga achinzi iyi inzira yekumurapa dambudziko ...

‘ndakaiswa runyoka

— ‘Apa ndichiri kuzvinzwa’ Kingstone Mapupu — MUKADZI ane mabhizimisi kuArbennie, muHarare, anoti akaiswa ...

‘Muvheti’ akazvisungirira amitiswa naSoko Murehwa’

Kingstone Mapupu — “ININI chaiye muvheti muchena, kuitiswa mimba naSoko Murehwa, mutema akasviba kuti ndoo?” Izvi ...

Chitunha nepahwindo: Vakaripiswa mombe

Kingstone Mapupu — MHURI yekwaChinhamora, kuDomboshava – iyo inonzi yakapinza nekuburitsa chitunha chababa vepo ...

Vofurufushwa nemuvakidzani

Gamuchirai Muzanenhamu — VAMWENE nemuroora vekugara vachioneswa pfumvu nemuvakidzani wavo, uyo wavanoti ...

Mhando dzerunyoka

Kingstone Mapupu — RUNYOKA kana kuti rukawo inonzi itsika yekushandisa mishonga kuchengetedza vanhukadzi ...

‘Dhakisa mukadzi wako nerudo’

Kingstone Mapupu — VARUME nemadzimai vari muwanano vonokurudzirwa kupanana rudo ruzere kuitira kuti pasawane ...

‘N’anga iyoyi inoshereketa’

Kingstone Mapupu — DZIMWE nyanzvi dzezvechivanhu dzinoti tsvina yemunhu inogona kushandiswa nemishonga ichiitiswa ...

WhatsApp ndihwindi asingashoshome

naIgnatius Mabasa — POTO isina chinhu hainonoke kufashaira, kana nemashanga asina chibage anotakurwa nemhepo. ...

7 years ago | May 12, 2017

‘Tinojoborwa nemazizi’

— ‘Tichiitirwa madororo’ — ‘Mazikatsi achichema’ Kingstone Mapupu — MHURI igere mumusha weWhitecliff, ...

Vakadzi 20 voitwa ‘party’ nezvidhoma

‘. . . hazvidi kuti tiroorwe’ ‘. . . zvinotova neshanje’ Kingstone Mapupu — VANHUKADZI vemhuri imwe chete ...

‘Zvidhoma zvangu zvakadzoka’

Blessings Chidakwa kuGWERU — VAGARI vekuMkoba 20, kuGweru vakasara vasina mate mukanwa nguva pfupi yadarika ...

Vana 22 000 vobatsirwa

Daphne Machiri — SANGANO rinosimudzira zvidzidzo zvezvigadzirwa zvesainzi muzvikoro, reZimbabwe Science Fair ...

Uku muporofita, uku in’anga

— ‘Chiporofita nehun’anga zvakafanana’ — Kwese kunoshandiswa hari, tsvimbo’ Kingstone Mapupu —- MUKURU ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey