NHAU DZEMUNO

8 years ago | July 15, 2016

‘Akandipisira nevana mumba’

 ‘Iwe wakadanana  nemunin’ina wangu’ MUKADZI wekupisirwa mumba pamwe chete nevana nemurume wake achipomerwa mhosva ...

Anoda kuzvisungirira pabasa

Amager Mufema MUKADZI wekurambwa nemurume anonzi ave kuenda kubasa kwake achida kunozvisungirira achiti hapasisina ...

Zviri pachena seroadblock

CHOKWADI ine nhamo nenhunzi mombe isina muswe. Nhai vanhu vatema huroyi uhwo, huroyi, huroyi tinohudii kana ...

Anoisira mukadzi zvinovava mumbatya

Amager Mufema MUMWE mukadzi anoti murume wake ane katsika kekuisa huriri kana kuti hunye hunovava muzvipfeko zvake ...

Mubairo weku‘kecha’ mukadzi wemuridzi

Tafadzwa Mutsotso MUKOMANA wekunzi akahwapurira mumwe murume musikana waakange aroora amirira kuchata naye akazopotera ...

Mwana (12) akazorwa hiv nasisi (32) mubhawa

PANE mukadzi mukuru akamiswa pamberi pedare reChitungwiza Magistrates’ Courts svondo rapera akatarisana nemhosva ...

8 years ago | July 13, 2016

‘Chimoko’ chakakutsiranwa

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKADZI wekudanana nemurume wemuridzi anoti akazvisikira moto muziso zvichitevera kurwiswa ...

Kasikana konzi kapedza varume

Gabriel Singano KASIKANA kekupomerwa kuzezesa munharaunda yakanogara nekutora varume vevaridzi kakazodhonzerwa kudare ...

8 years ago | July 8, 2016

Murume anodzingwa pamubhedha negudo

MUKADZI wekuUzumba, kuMashonaland East, anoti akaparadzirwa imba yake kanokwana katatu apo varume vaimuroora vaiguma ...

Anoda kupinda namai mumachira

Gabriel Singano VANHU vaive mudare reHarare Civil Court vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati mwanakomana wake ...

‘Ndinoyamwiwa nenyoka’

MUDZIMAI akaroorwa wemubhuku raHuchu, kwaMambo Njelele, kuGokwe, ari kudemba achiti ari kugara achiitwa mukadzi ...

Hwindi ngaabve pa‘rank’

Izvi zvinotevera kubuda kwenyaya yekurwiswa nekubirwa mari kwemunyori weKwayedza, Kingstone Mapupu, nematsotsi emahwindi ...

Akapotsa afira $4

Vivian Mary Mashanda (32) wepanhamba 3402 Manyame Park, akamhan’arira murume wake, Tawanda Magonyo (35) kudare ...

Zvekusona zviri muropa: Vambe

. ‘Hapana chinotadzisa munhukadzi’ Muchaneta Chimuka MAI Rosemary Vambe (42), avo vane mukurumbira wekusona mbatya ...

Akarohwa mimba ikabva

Esau Hokonya  ari kuGWERU MUSIKANA wekuGweru ane makore 27 okuberekwa akabva pamuviri mushure mekunge arohwa ...

Mahwani emushikashika werudo

IMBWA HAIHUKURE SADZA PANE rudo rwunotyisa. Rudo rwakafanana nekuisa nyoka yechiva chekuchiva muhomwe. Rudo rwekutsvoda ...

Musashungurudze vakadzi vakafirwa: Chikukwa

VERUZHINJI vanokurudzirwa kuti vasambunyikidze shirikadzi nenzira dzakaita sekuvatorera upfumi hwavanenge vasiirwa ...

Akarohwa abvunza murume

NYAYA yekubvunza murume chikonzero chakaita kuti adzoke kumba munguva yehusiku yakaparira mumwe mukadzi wekuChitungwiza ...

Oda kuita amai mukadzi

MWANAKOMANA wekupinda nemwenje mudziva ndokuudza amai vakamutumbura kuti kana vakadzinga mudzimai wake pamba achasara ...

Chenjedzo kune ambunyikidzwa pabonde

KUPINDA mumatare edzimhosva, zvikuru uri munhukadzi, panyaya dzekumbunyikidzwa nenzira yechibharo kunogona kunetsa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey