NHAU DZEMUNO

8 years ago | July 1, 2016

Hwindi: Matishu ari musuweji

DAI mvura yemuKariba Dam isina kudzikira, ndaida kututa mahwindi ese kuti ndinoagezesa ndichiita ekutsika-tsika semagumbeze.

Akananga amai huroyi

Yvonne Chidochashe Manyanja MWANASIKANA wekunanga amai vake huroyi akazvisikira moto muziso zvichitevera kutadza ...

Mutumbi wemwana wakapiswa wakanhongwa

Esau Hokonya ari kuGweru MUTUMBI wemwana mukomana anofungidzirwa kuti ange ari pasi pemakore matanhatu okuberekwa ...

Sekuru vopomera ambuya chipfambi

Gabriel Singano CHEMBERE ine makore 80 okuberekwa yave kudunura ichiti iri kushaiswa rugare nemurume wayo uyo ari ...

Akadirwa tsvina yemunhu kumeso

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukadzi anoti ari kuoneswa ndondo nemuvakidzani wake uyo anomudira tsvina yemunhu ...

Mutemo wemendenenzi

IBASA revabereki kuti vange vachichengeta vana nekuvatsigira munyaya yemari nezvimwe zvakadai sekudya, pekugara ...

Mukuwasha anozora ndove pamadziro emba yaambuya

Amager Mufema MUKUWASHA anonzi ari kudya marasha kuburikidza nekurova tezvara vake, kuzora ndove pamadziro emba yaambuya ...

l Vari kukumba mikombe kuchess l Muchikoro vana vacho ishasha

Mukuru wechikoro ichi, VaKachana Banda, vanoti kunze kwechess, vana vavo vanoitawo mitambo inosanganisira nhabvu, ...

Pfambi pamubhedha wababa

Gabriel Singano PANE mwanakomana anonzi haana matyira zvekuti anosvika pakushinha nepfambi pamubhedha wababa vake izvo ...

gillingham primary yatora mukombe

Ndivo No. 1 pazvivakwa zvakanaka nekutsvinda l Budiriro inobva muvabereki: Mukuru wechikoro Chikoro ichi chakapihwa ...

8 years ago | June 24, 2016

Garwe benyu pamubhedha

. . . nemutumba wekamba ine chuma ‘. . . hama dzaamai vanondivengerei?’ MUKWESHWA wegarwe benyu nemutumba wekamba ine ...

Mutori wenhau otyisidzirwa

Kwayedza svondo rapera yakaburitsa nyaya yaTawanda Mukuruzado (31), wemubhuku raDera, kwaChikwaka, uyo amera chinhu ...

Kugarira mawoko hakuna chimuko

VECHIDIKI vekuMahuhwe, kwaShe Chitsungo, kuGuruve, vari kukunduka nekuzvishandira kuburikidza nesangano ravakaumba ...

Ndakarova, ndikakuvadza dombo

MUHAMMAD ALI akazorora nemusi weChishanu svondo mbiri dzadarika. Pamazuva ake, akaita mbiri yekurwa achikurira. Aiita ...

Kana arambwa nemuramu . . .

Babamudiki  vanovhurira  maiguru zipi Yvonne Chidochashe Manyanja VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi, uyo ...

Murwere weitsvo okumbira rubatsiro

Muchaneta Chimuka MURUME wemuHarare atambudzwa nedenda reitsvo dzake idzo dzose dzisisashande uye ari kukumbira ...

‘Ndaidyiswa tsvina yemunhu’

Gabriel Singano MUMWE murume anoti akasiyana nemudzimai wake nechikonzero chekuti aimudyisa chikafu chaanenge asanganisa ...

Mhosva dzinoparwa kuburikidza nedandemutande: cyber-crimes

RUZIVO rwechizvino-zvino rwave matiri nokudaro nzira dzechinyakare idzo vanhu vaishandisa mukufambisa mashoko ...

Roja rodanana nemuridzi wemba

Gabriel Singano ROJA rekupomerwa mhosva yekudanana nemuridzi wemba rakapotera kudare redzimhosva richiti raoneswa ...

Mudzimai wangu unoroya: Mufundisi

Gabriel Singano VAMWE Mai Mufundisi vakazopotera kudare redzimhosva vachiti vaoneswa chitsvuku nemurume wavo uyo anovati ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey