NHAU DZEVARIMI

8 years ago | July 29, 2016

Madyarirwo embeu yefodya

Tinoenderera mberi kubva patakasiira svondo rapera Va TT Dobie vanova mudhumeni mukuru kumbani yeBoka Tobacco Floors ...

Ziva mbeu dzekurima muzhizha

John Basera SVONDO rapera takabata nyaya dzine chitsama dziri maringe nekugadzirira mwaka weZhizha unotevera uyo uri ...

8 years ago | July 22, 2016

Madyarirwo embeu yefodya

Wonder Chakanyuka VARIMI kuti vakohwe fodya yemhando yepamusoro inovawanisa muripo wavanogutsikana nawo kumisika ...

Kugadzirira mwaka wezhizha

TINOKUCHINGAMIDZAI zvakare varimi pano paSeed Co Mudhumeni Mukuru. Tese tinoziva kuti muZimbabwe, kurima ndiwo musimboti ...

8 years ago | July 15, 2016

Sugar beans: Gwenzi remari

Phillip Matombo TINOKUKWAZISAI nomufaro varimi. Tasanganazve pachirongwa chinodzidzisa zvekurima. Muchinyorwa chino ...

Kudiridza nzimbe nyore

VARIMI venzimbe avo vange vakatarisana nedambudziko munyaya dzemadiridziro vobatsirika  zvakanyanya kuburikidza ...

8 years ago | July 8, 2016

Madyarirwo echibage chekugocha

John Bhasera SVONDO rapera takakurukura nezvekugadzirira minda, nguva yekudyara uye nemhando dzembeu dziri kuchemerwa ...

ZFC yagadzirira mwaka unotevera

KAMBANI yeZFC Limited inoti yakapedza kuvandudza michina yayo miviri inoshandisiswa mukugadzira fetereza uye yave ...

Vopunduka nemadiridziro

Mambo Siabuwa, VaRobertson Sibanda (50), vanoti chirongwa ichi chiri kubatsira mukuvandudza raramo yevarimi vemudunhu ...

Kuchengetwa kwezvipfuyo

VARIMI vezvipfuyo zvakaita senguruve avo vanowanzosangana nematambudziko ekushaiwa mvura yakakwana mukuita basa ravo ...

8 years ago | July 1, 2016

Kudyara chibage chekugocha muchando

Mudhumeni Mukuru John Basera CHIBAGE chekugocha ibhizimisi rinoitwa nevarimi vachiitira kuvandudza mari papurazi ...

MoneyMaker yotsigira chirongwa Zim-Asset

KAMBANI yeMoneyMaker Irrigation Pumps yorumbidzwa nekutsigira kwairi kuita chirongwa cheHurumende chekuvandudza hupfumi ...

8 years ago | June 24, 2016

Varimi vopembedza MoneyMaker

VARIMI vari kupembedza zvikuru michina yemadiridziro inogadzirwa nekambani yeMoneyMaker Irrigation Pumps vachiti iri ...

Kurima minda muchando

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig CHIRIMO ndiyo nguva inodyarwa zvirimwa zvakati wandei zvinoshandiswa kuzadzikisa donzvo ...

8 years ago | June 17, 2016

Shandisai madiridziro nemazvo: Marapira

HURUMENDE inoti iri kushushikana zvikuru nekuda kwemimwe midziyo yemadiridziro isiri kushandiswa kwemakore akawanda izvo ...

Kurima muriwo, maruva kune pundutso

VARIMI vanokwanisa kuwana pundutso mubasa ravo nekurima mbesa dzakaita semuriwo, maruva nematomatisi zvisinei ...

Imhosva kuita chikiribidi pakutengesa fodya

KANA bhero refodya yemurimi richinge ratorwa nekuda kuhutsotsi hwekuisa zvinhu zvakadai sematombo kana fodya nyoro kuti ...

8 years ago | June 10, 2016

Boka yobatana neWindmill kusimudzira varimi

MUSIKA mukuru unotengesa fodya munyika muno weBoka Tobacco Auction Floors (BTF) wobatana nekambani inotengesa fetereza ...

MoneyMaker : Kudiridzira nyore

VARIMI vefodya vari kukurudzirwa kushandisa madiridziro emhando yeMoneyMaker Irrigation Manual Pumps nekuti ari nyore ...

Kugadzirwa kwemibhedha yembesa yefodya

Mushure memasvondo mashanu ekutanga kwemwaka wekutengeswa kwefodya wa2016, varimi vakawana $240 miriyoni kubva pamakgs ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>