Kwayedza
MUPEREKEDZI – Uyu anogona kunge ari mumwe wevanhu vanoendesa mukadzi mutsva kumusha kwaanenge akaroorwa. Zvinogona zvakare kureva musikana kana mukomana vanenge vari pamuchato, vachitsigira vachati, mungava muchechi, kwamudzviti kana dzimwe hofisi dzinochatira vanhu.