Queen Elizabeth ashaya

09 Sep, 2022 - 08:09 0 Views
Queen Elizabeth ashaya Queen Elizabeth II

Kwayedza

Mushure mekunge pasi rose kwatenderera mashoko ekurwara kwakaomarara kwaQueen Elizabeth II, vachinzi nemachiremba upenyu hwavo hwava padambudziko guru uye mhuri yavo yaungana kumba kwavo, nyika yeEngland yazozivisa nezvekushaika kwamambokadzi ava.

Vange vava nemakore 96 ekuzvarwa.

Zvakawanda zviri kutevera.

Share This:

Sponsored Links