RBZ yaunza mari itsva

05 Apr, 2024 - 18:04 0 Views
RBZ yaunza mari itsva

Kwayedza

Gavhuna vebhanga guru reReserve Bank of Zimbabwe (RBZ), Dr John Mushayavanhu, nhasi vaparura mari itsva yemhando yestructured currency iyo inozivikanwa nekunzi Zimbabwe Gold (ZiG) inova ZiG 1, 2, 5, 10, 100 ne200. ZiG 1 inonzi ine hukoshi hwakaenzana neUS 6c. Zvakawanda zviri kutevera.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey