‘Tengai zvinhu zvemuZimbabwe’

30 Nov, 2022 - 11:11 0 Views
‘Tengai zvinhu zvemuZimbabwe’ VaAlois Burutsa

Kwayedza

PREMIUM

Muchaneta Chimuka

ZVICHITEVERA ongororo yakaitwa nenyanzvi dzinoona nezvemafambisirwo emari munyika, zvakaonekwa kuti Zimbabwe iri kurasikirwa nemari zhinji yekunze apo vanhu vakazvimirira uye vemabhizimusi vanonotenga midziyo kunze panzvimbo yekutenge zvigadzirwa zvemuno.

Sangano reBuy Zimbabwe, iro rinotungamirirwa naVaAlois Burutsa, svondo rapera rakacherechedza chirongwa cheBuy Zimbabwe Week.

“Donzvo rechirongwa ichi nderekuyambira vatengi nevagadziri vezvinhu zvemuno kungava kudya, zvekupfeka, mibhedha, macheya, masofa kana chipi zvacho, kuti vazive kuti munyika muno mune vatengi vanovimba navo uye kuti vatengi vavimbe nezvigadzirwa zvemuno. Ndicho chikonzero zvigadzirwa zvemuno zvave kuwanikwa nemitengo yakaderera kana tichienzanisa nezvinobva kune dzimwe nyika.

“Zvigadzirwa zvemuno zvakasimba uye ...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>