Tishamwaridzane

06 Sep, 2019 - 00:09 0 Views
Tishamwaridzane Tishamwaridzane

Kwayedza

MAKAITA basa veKwayedza, ndakamuwana wandaida saka vaya vaifona pa0777 981 990 chiregai.

*****

Ndiri mukomana ane makore 30, ndinotsvakawo  mhandara ine makore 18 kusvika 30 chero ane mwana mumwechete. Nhamba dzangu 0779 758 190.

*****

Makadii? Ndinotsvakawo musikana wekuroora ane makore 18 – 22. Ndoda mutsvuku akanaka, akaumbika uye ane rudo wemuHarare. Anogeza ngaandibate pa0787 603 303.

*****

Makadiniko? Ndakambonyorerawo ndakasangana nematsotsi, ndinoda mukadzi unogara kuMoza nekuti ini ndinogara kuMoza. Unondida ndibate pa0774 104 994.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 uye ndotsvagawo mukadzi ane makore 20 – 25. Andidawo nhamba dzekufona 0786 984 671.

*****

Tishamwaridzane, ndiri murume ane makore 47 uye ndinoda mukadzi asina kumboroorwa nekuti ini handina kumboroora. Nhamba dzangu 0782 458 488, ndinogara kumusha.

*****

Makadii? Ndiri murume ane makore 40, ndotsvagawo mudzimai wokushamwaridzana naye anotya Mwari anoda zvemba. Nhare yangu 0773 200 585.

*****

Ndiri mukomana ane makore 28 ndotsvagawo musikana ari pachokwadi. Ndiri muHarare, vanoda ndibatei pa0733 378 720.

*****

Ini ndiri murume ane makore 30, ndinotsvaga mukadzi anoda nezvangu. Handisi pamushonga asi chero anoda ngaandibate pa0776 543 532.

*****

Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvagawo mudzimai anondida ane vana kana asina. Anoda anondibata pa0776 543 532.

*****

Makadiii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35, ndogara muHarare uye handisi pamushonga. Ndodawo mudzimai ane makore 20 kusvika 30. Nhamba dzangu 0784 503 896.

*****

Makadini henyu? Ndiri mudzimai ane makore 27 nemwana mumwe chete mukomana. Ndinotsvgawo murume ari pachokwadi ane makore 35 -50 anoshanda. Anenge andifarira ngaandibate pa0771 486 905.

*****

Ndiri murume ane makore 28, ndinoda musikana ane makore 19 anoda zvemusha. Zvakawanda tinotaura pa0784 894 416.

*****

Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 24 wekuroora. Andifarira ngaandibate pa0712 077 114.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 42 ekuberekwa, ndinotsvagawo murume ane makore 50 zvichikwira anoda zvemba anoshanda. Nhare yangu 0775 628 486.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane vana vatatu ndodawo mudzimai akavimbika anoda zvemba uye asiri pamushonga seni. Ngaandibate pa0787 381 699.

*****

Makadii? Ndinotsvagawo shamwarikadzi yekunyura nayo murudo ane vana vaviri uye ane makore 27 zvichidzika. Ndine makore 30, nhare yangu 0779 583 352.

*****

Makadii? Ndiri musikana ane makore 20 ndodawo mukomana ane makore 22 kusvika 25. Ndoshanda, ndinogara muHarare uye andidawo anondibata pa0775 110 840.

*****

Ndiri murume ane makore 31, ndinotsvagawo mukadzi kana musikana wekushamwaridzana naye asiri pamushonga uye ari pakati pemakore 20 – 40. Nhare yangu 0772 308 800.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 26,  ndinotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 25 ari serious. Ndinoshanda hangu asiri pamushonga ngaandibate 0773 325 174.

*****

Makadii Tishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 40 ndogara muHarare uye ndiri pamushonga. Ndotsvaga mukadzi ane makore ari pasi peangu ane rudo. Ndobatika  pa0773 234 437.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 25. Ave kuda zverudo andibate pa0784 461 057.

*****

Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvagawo mukadzi anondida ane makore 30 zvichidzika asiri pamushonga. Nhare yangu 0771 754 376.

*****

Makadii zvenyu? Ini ndiri murume ane makore 37, ndiri pamushonga uye ndine vana 2. Ndinotsvagawo mukadzi wakurooora ane makore 30 kusvika 35, ngaave ari pamushonga ane vana vake. Ini ndogara kumusha kwaMurewa, nhare yangu iyi 0717 384 772. Ndatenda

*****

Makadii? Ndiri murume ane makore 38, ndiri kutsvagawo mukadzi ari pamushonga ane makore 25 – 32 ane mwana kana asina. Nhamba dzangu 0777 916 025, ndiri muHarare.

*****

Ndiri murume ane makore 32, nemwana 1 uye ndinoshanda muHurumende. Ndinotsvagawo mukadzi kana musikana wekuroora ane makore ari pasi peangu.  Fonai pa0712 945 807.

*****

Makadini? Ndanyorera ndanyorerazve ndishambadzeiwo, ndiri murume ane makore 47 nevanasikana vaviri vakura. Ndogara muHarare uye ndinotsvagawo mudzimai wewanano. Ada ndibate pa0785 368 815 totaurirana zvizhinji.

*****

Makadini? Ndinotsvagawo mudzimai chero asisade zvekubereka wekuchengetana naye achigara muHarare ari HIV negative. Ngaave nemakore 35 zvichidzika, ane zvaanoita muhupenyu ngaandibate pa0779 276 530.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 32 nemwana 1 uye ndiri pamushonga. Ndotsvagawo mudzimai anoda zvekuvaka imba ari pamushonga, ane mwana kana asina hake asi asingaratidze kut ari pamushonga. Andifarira anondibata pa0718 884 122.

*****

Ndiri murume ane makore 37 nevana 3, ndoda mukadzi ane mwana 1 anoda zvemusha uye anotya Mwari. Ada nezvangu ngaafone kana kutumira sms pa0712 020 810 asi vakadzi vevanhu kwete. Ndinoita mabasa emaoko uye ndogara kumusha.

*****

Hie Kwayedza, ndinoda mukoma anogeza ane makore asingapfure 26. Ini ndine makore 18, nhare yangu 0786 311 315.

*****

Makadiii veKwayedza? Ndiri musikana munaku ane makore 21 okuberekwa, ndotsvagawo mukomana munaku ari smart uye anoshanda. Runhare rwangu 0785 633 335.

*****

Ndiri murume ane makore 46 akafirwa, munamati uye mugari wemuHarare. Ndotsvagawo mudzimai anoda zvemba ari pachokwadi. Ada ndibate pa0713 940 004.

*****

Ndiri murume ane makore 37 nevana 2, ndoda musikana wekuroora ane makore 25 kusvika 32. Andida anondibata pa0784 481 088.

*****

Ndiri murume ane makore 44, ndinodawo mukadzi anoda zvemba kwete zvekutamba. Andifarira ngaandibate pa0784 320 363.

*****

Makadii? Ndiri murume ane makore 36, ndodawo mukadzi asina chirwere nekuti handina. Ndinogara kumusha kuChivhu. Handishandi, ndine vana 3, nhare yangu 0777 728 528.

*****

Makadii zvenyu vabiki vechirongwa? Ndiri mukadzi ane makore 24, ndinotsvagawo murume anoda zvekuvaka musha uyezve ari pamushonga. Ndine mwana 1, nhare yangu 0786 342 366.

*****

Ndine makore 37, ndotsvaga mudzimai ane makore 30 zvichidzika ari HIV negative. Ada ngaafone pa0786 549 323, meseji ndopindura.

Makadii vechirongwa? Ini ndiri mukomana ane makore 22 ekuberekwa uye ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 wekushamwaridzana naye. Anoda ngaandibate pa0777 618 280.

*****

Ndinotsvagawo musikana ane makore 20, ini ndine 27,  asiri pamushonga uye akanaka. Akasimba andida ngaandibate pa0779 948 531.

*****

Zviri sei maruva enyika? Ndotsvagawo wangu ane chivakasure chakanaka nyangwe ari mutete. Nhamba  dzangu 0718 583 199. Ndiri mukomana ane makore 27, ndoda vasikana vemuH-town. Nhare yangu 0771 149 119.

*****

Makadini? Ndiri murume anonamata ane makore 22, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 19. Anondibata pa0786 703 834.

*****

Ndiri murume ane makore 35, ndodawo mudzimai ane makore 25 kusvika 34 asina chirwere. Ndine vana vaviri, nhare yangu 0771 264 379.

*****

Ndiri mukomana ane makore 26, ndotsvagawo musikana ane makore 19 – 22. Nhamba dzangu 0782 422 313.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvagawo mudzimai munaku ari pachokwadi nekuda kuroorwa ari pakati pemakore 20 zvichikwira uye asiri pamushonga. Vakadzi vevaridzi nematsotsi kwete. Nhare yangu 0785 922 028.

*****

Ndinotenda Kwayedza nebasa renyu rinonwisa mvura. Ndiri murume ane makore 49 uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo mudzimai wekuroora. Nhare yangu 0776 810 993.

*****

Ndiri murume ane makore 40, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 30 kusvika 35. Nhare dzangu dzinoti 0784 923 674.

*****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 28 uye ndine vana vaviri. Ndinotsvagawo murume anoda zvewanano asiri pachirongwa seni. Nhare yangu iyi 0778 119 788.

*****

Ndiri mukomana ane makore 30. Ndiri kutsvagawo mukadzi ave kuda zvemba ane makore 20 – 25. Matsotsi kwete, ndobatika pa0772 887 135.

*****

Makadii mhuri yeZimbabwe? Ini ndiri mukomana ane makore 22, ndodawo musikana anoda zvekugara kwaMutoko. Nhare yangu 0777 017 076.

*****

Makadii Kwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvakawo musikana ane makore 18 – 23 ari negative. Anoda anondibata pa0782 826 587.

*****

Makadiiko veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 24, ndinotsvagawo murume wekufambidzana naye ane makore 26 – 35. Anenge ada nezvangu ngaandibate pa0785 211 235.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 19, ndoda musikana wekuwadzana naye. Andida ngaandibate pa0787 645 716 asi ari pachokwadi. Ndatenda.

*****

Makadii vechirongwa? Ndiri mukadzi ane makore 34 ndodawo murume asinganwi, asingaputi uye asingarwari. Ngaave ane zvaanoita kuti mhuri irarame, ndine vana vatatu asi vanoda kutamba kwete. Varume vanhu handidi, andifarira ndobatika pa0718 386 691. Ndobatika chero nguva.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 37, ndinotsvagawo mukadzi ari pachokwadi anoda zvemba ari pasi pemakore 34 zvichidzika. Andida ndibate pa0718 315 256.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>