Tishamwaridzane

20 Sep, 2019 - 00:09 0 Views
Tishamwaridzane

Kwayedza

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: [email protected] kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

NDIRI murume ane makore 46 akafirwa, munamati uye mugari wemuHarare. Ndotsvagawo mudzimai anoda zvemba ari pachokwadi. Ada ndibate pa0713 940 004.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 31, ndotsvakawo musikana akadzikama ave kuda zvekuwanika asina chirwere. Ngaave nemakore 31 zvichidzika uye anonamata. Andida ngaandibate pa0714 237 188.

*****

Ndiri murume ane makore 60, HIV negative uye ndoda mukadzi abve zera ane makore anotangira pa55 zvichikwira asiri pamushonga seni. Nhamba dzefoni 0715 015 383.

*****

Ndiri mukomana ane makore 30, ndinodawo musikana ane makore 22 – 28 ari HIV negative. Nhare yangu 0716 263 102.

*****

Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvagawo musikana ane makore 20 – 26 ari pachokwadi. Kumusha kuMazowe, ndinozvishandira uye ndoda ane runako. Anenge andida ngaandibate pa0713 550 001.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 30, ndinoshanda uye ndinodawo mukadzi ane makore 18 – 40 akanaka anotya Mwari. Ngaave ave kuda zvemba ari pedo neMutare. Anondida anondibata pa0783 891 742.

*****

Ndiri murume ane makore 29, ndotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 18 kusvika 25 ane mwana kana asina. Nhare yangu 0714 228 491.

*****

Ndiri murume ane makore 28, handisi pamushoga uye ndinotsvaga mukadzi ane makore 18 – 25 anoda kunamata uye ane mwana 1 kana asina. Ari serious ndibate pa0774 990 004.

*****

Ndiri murume ane makore 42 nevana 3, ndodawo mukadzi ane makore 35 zvichidzika. Zvizhinji totaura pa0776 905 473.

*****

Makadii? Ndiri musikana ane makore 18, ndodawo mukomana ane makore 22 kusvika 25 asiri pamushonga. Zvakawanda tozotaura pa0783 667 785.

*****

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvaga mukadzi ari serious. Anoda zvemba. Andifarira ngaandibate pa0775 972 744.

*****

Kwayedza makadiiko? Ndotsvagawo musikana akanaka asiri pamushonga ane makore 18 – 22. Andifarira ngaandibate pa0777 203 390 asi kwete vakadzi vevanhu nevanoda zvekutamba.

*****

Makadii veTishamwaridzane? Ndakambonyorera ndakasangana nematsotsi. Ndiri murume ane makore 40 ari kutsvaka mudzimai anoda musha ane makore 25 kusvika 35. Nhare yangu 0772 512 752 asi matsotsi kwete.

Share This:

Sponsored Links