Tsumo nemadimikira namukanya

14 Jun, 2019 - 00:06 0 Views

Kwayedza

NGANO
Mhinduro yesvondo rapera:

Kure kwemeso, nzeve dzinonzwa.

Zvimwe zvinhu zvinoitika zvisingaonekwe nevanhu, asi zvinozongozivikanwa nevakanga vasipo kuti zvakaitika.

Zvekuita: Pedzisa tsumo iyi:

. . . kwegava ndokusina mutsubvu.

Mhinduro: Kure

* * *

Svondo rino:

Zvikoni zvikoni mimba haibve negosoro.

Pane zvinhu zvisina kureruka kuita zvekuti kubva kana kukanganiswa kwazvo hakusi ny’ore.

Sekureva kwetsumo ino, pamuviri hapabve nenzira yakareruka sekukosora. Zvikoni izwi rinobva pana kukona/kutadzika – kureva zvisingaitike.

Zvekuita:

Tipe rimwe zita remimba.

* * *

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>